Chitsuwi Lyrics
- Genre:Pop
- Year of Release:2020
Lyrics
Tinodanana
Mwana uyu anondida iwe
Sahwira wangu iwe
Handisi kukujuta ini
Anondinzwisisa
Murudo akatumwa kundigutsa iwee
Kumusuwa handikwanise kugara asipo
Pfungwa dzangu dzinomhanya ini
Asi kana ndakamutarisa aaaa aaaa
Ndinoona mudzimai
Ndidaire
Kana ndaridza huwi
Muviri wako unonyatsogara nhumbi
Mai mwana uri guko rehuchi
Mudziva rerudo ndakawira chubwi
NaMwari ooooh kupika nakuti
Usava nezuva rauchafunga handikudi
Hazvibvire ndive ndoga
Hakuna munhu chitsuwi
Ndinoda kukuona monday
Kana kuti tuesday
Kana kuti wednesday
Thursday toita link up
Friday may drink up
Toenda ku show tonorara ikoko
Mugovera wouya kumba toswera
Love yako baby girl uchindigovera
And hapana chandichakushorera
Ndinovimba hapana mumwe achanditorera
Zvandirikunzwa handina kumbobvira ndambozvinzwa before
Tsvarakadenga wakauya sechipo
Urikure kure kure angandibata ruoko ndianiko
Ndidaire
Kana ndaridza huwi
Muviri wako unonyatsogara nhumbi
Mai mwana uri guko rehuchi
Mudziva rerudo ndakawira chubwi
NaMwari ooooh kupika nakuti
Usava nezuva rauchafunga handikudi
Hazvibvire ndive ndoga
Hakuna munhu chitsuwi
Tinodanana
Mwana uyu anondida iwe
Sahwira wangu iwe
Handisi kukujuta ini
Anondinzwisisa
Murudo akatumwa kundigutsa iwee
Kumusuwa handikwanise kugara asipo
Pfungwa dzangu dzinomhanya ini
Asi kana ndakamutarisa aaaa aaaa
Ndinoona mudzimai
Ndidaire
Kana ndaridza huwi
Muviri wako unonyatsogara nhumbi
Mai mwana uri guko rehuchi
Mudziva rerudo ndakawira chubwi
NaMwari ooooh kupika nakuti
Usava nezuva rauchafunga handikudi
Hazvibvire ndive ndoga
Hakuna munhu chitsuwi