Rokwe Ramadodzi Lyrics
- Genre:Pop
- Year of Release:2020
Lyrics
Chindiregai ndirere
Kana dzirihope musandipeputse
Dzimwe nguva ndikakutarisa ka
Ndinoona mai vangu paumire
Ndikakuyevawo ndinoona vari vangu paumire
Maimwana ko kuzoti pasmart
Murivakuru vekubata bhavhu motamba ne vat
Ndiani anoti nyo panyaya dze smart
Pa smart muri smart nyangwe napamunyati
Munobuda bho makapfeka rokwe ramadodzi
Mai mwana ringa kuno ndimbokutsvoda kabodzi
Ini newe tisu tega vanhu vangatonzi
Vakafitana zvaizvezvi pakuda ka pozi
Saka famba
Mira
Cheuka
Nyemwerera
Aiwa iwe uringirozi saka chikumbiro changu usazondipira gotsi
Kana anokubata ndinopara ngozi
Rega ndikutipe hapana chitsotsi
Handingamuregerere
Kana anokubata ndingapara ngozi

Mai mwana takavimbisana kuti
Tichagara tese
Kusatoti rufu rwauya hapana chichatiparadza
Tese mukusuwa nyangwe mukufara
Tese mukusimba nemukurwara
Tese muhurombo nemukupfuma
Tese tese tese tese tichagara