Newe Uchinyanya Lyrics
- Genre:Pop
- Year of Release:2020
Lyrics
Ndivana Judas Iscariot
Ndivana Judas Iscariot
Kana ndikazvifunga zvinondikwidza BP
Zvimwe zvamunoita varumwe hazviiti
Kana kana ndikazvifunga zvinondikwidza bp
Hona makandipedzera nguva yangu
Vandaitruster ndichiti mabhururu
Vanhu vandaivimba ndichiti masahwira angu
Vandaitruster ndichiti mabhururu
Vanhu vandaivimba ndichiti masahwira angu
Varipo vaindirwirawo
Muchizviona
Varipo vaindirwirawo
Muchizviona
Zvikanzi terera unzwe
Inzwa Ranga
Havana rudo newe ava
Vanerunya
Havadi udye rinopisa
Asi chimunya
Kana makuna kuna ndo avanoshuva
Havafare kukuona parinobuda
Kunyangwe udonhe kangani iwe
Ramba uchimuka
Chirega kuwanza rudo
Ita uchibuka
Vamwe vachakupandukira
Pazvichaguma
Newe uchinyanya
Newe uchinyanya
Newe uchinyanya
Newe uchinyanya
Newe uchinyaaaanya