Loading...

Download
  • Genre:Pop
  • Year of Release:2020

Lyrics

Tayuwira

Dai zvaibvira

Maituma moto unobvira

Kana kuyeredza nemvura

Hazvidi kubvunzira

Kana kufambira matare

Mhinduro yezvose ndiwe n'anga huru nguva

Hona

Hutsanana ndohuda

Asiko kana kwakunge kusemana

Kana vafi navafi vachachemana

Ndozvireva seiko kana iko kureva kwacho kwakunge kurevana

Zvoda imi mambo izvozvi mhirikwemakungwa varikungotemana


Chiripo chakatiwana

Chiripo chakativinga

Chiiko chakauya icho

Chiripo chakatiwana

Chiripo chakatiwana

Chiripo chakativinga

Chiiko chakauya icho

Baba chakauya ndokudzika mutemo


Mutemo unodzimba wakapinza kunge demo

Hapachina nguva yekutura mafemo

Pasi rese rinechimwechete chichemo

Saka tauya sehwai dai mafudza

Turai mutoro watakazvitakudza

Watingaudza kana kubvunza hapana angazvidudza

Munhu unobva kudziva rinonyudza

Apa zvedi takaruza

Iyi nguva dai yachingopfuura

Ikasapfuura ichatipfuudza

Kutungamira

Kutangamirwa

Kutongwa nekutonga tiri vana venyu

Baba munazvose

Kana pazvose taida kutungamirwa naMweya anoyera

Denga rotidzivirira kunjodzi dzenyama kana mweya dzingatiwira

Kana zuva rekufa ndikarangarirwa nemi chete zvaringana

Jah Military


Chiripo chakatiwana

Chiripo chakativinga

Chiiko chakauya icho

Chiripo chakatiwana

Chiripo chakatiwana

Chiripo chakativinga

Chiiko chakauya icho

Chiripo chakatiwana


Hutsanana ndohuda

Asiko kana kwakunge kusemana

Kana vafi navafi vachachemana

Ndozvireva seiko kana iko kureva kwacho kwakunge kurevana

Zvoda imi mambo izvozvi mhirikwemakungwa varikungotemana


Chiripo chakatiwana

Chiripo chakativinga

Chiiko chakauya icho

Chiripo chakatiwana

Chiripo chakatiwana

Chiripo chakativinga

Chiiko chakauya icho

Baba chakauya ndokudzika mutemo


Mutemo unodzimba wakapinza kunge demo

Hapachina nguva yekutura mafemo

Pasi rese rinechimwechete chichemo

Saka tauya sehwai dai mafudza

Turai mutoro watakazvitakudza

Watingaudza kana kubvunza hapana angazvidudza

Munhu unobva kudziva rinonyudza

Apa zvedi takaruza

Iyi nguva dai yachingopfuura

Ikasapfuura ichatipfuudza

Kutungamira

Kutangamirwa

Kutongwa nekutonga tiri vana venyu

Baba munazvose

Kana pazvose taida kutungamirwa naMweya anoyera

Denga rotidzivirira kunjodzi dzenyama kana mweya dzingatiwira

Kana zuva rekufa ndikarangarirwa nemi chete zvaringana

Jah Military


Chiripo chakatiwana

Chiripo chakativinga

Chiiko chakauya icho

Chiripo chakatiwana

Chiripo chakatiwana

Chiripo chakativinga

Chiiko chakauya icho

Chiripo chakatiwana

Iya iye woye

Iye woye iwe iye woye

Shumba yemagitare

Aah hona

+

      -   or   -

      -   or   -

      NG +234
          -You can log in via below methods-
          Reset password via e-mail
          -or-
          Reset password via e-mail
          Feedback on resetting password
          * It may take a longer time

          Please Select A Playlist

          Add New Playlist

          Share on

          Embed: Love & Light EP

          Custom Size :

          • Default
          • Desktop(300*600)
          • Mobile(300*250)

          Type :

          • HTML/HTML5 (WordPress Supported)
          Get Boomplay Premium
          for
          Payment Method
          Pay With
            Review and pay
            Order Date
            Payment Method
            Due Today
            Flutterwave
              Subscription Successful

              Congratulations! You have successfully activated Boomplay 1 Month Premium.

              Now you have access to all the features of Boomplay App.
              Payment Failed

              Please check your balance and then try again.

              You'll lose your subscription if we don't have a working payment method for your account, so please check your payment details.
              Need help? Contact Boomplay Subscription Support.
              Payment Processing...
              10 s

              Payment is being processed by . Please wait while the order is being comfirmed.

              Payment Processing
              Your order is processing, and it may take up to a few days for the service provider to handle your payment. Please kindly stay tuned and check your order status in ‘User Center’.
              About Order Status