Loading...

Download
  • Genre:Pop
  • Year of Release:2020

Lyrics

Pakutanga kunayave takapa rukudzo nembiri

Mukufamba ndokuruvamba rwendo rwembiri

Sehombarume patinobva kunovhima

Kudzoka unonzwa titambirei vadzimba

Tikutambirei mauya

Vanamutanda dzichiwa

Vamwe vaitoti anojuma

Kana dziri ngoma vaiti dzinondikunda

Ndichingonhereka nhereka

Pasina kana umwechete aitendeka

Vamwe vachitoti anodhuba

Uyo haadzoki kana ukamutuma

Kendenga kendenga

Pasina kana umwechete aikendenga


Ndinokumbira Mwari navadzimu vangu munditarire

Chivai ziso rangu imi ndimi nharire

Chinzwa wamai vangu

Mumwe wangu

Zvirimumoyo mangu

Ndinoshuwira kuti denga tivavarire


Vamwe vaitoti anojuma

Kana dziri ngoma vaiti dzinondikunda

Ndichingonhereka nhereka

Pasina kana umwechete aitendeka

Vamwe vachitoti anodhuba

Uyo haadzoki kana ukamutuma

Kendenga kendenga

Pasina kana umwechete aikendenga


Kunyangwe mumba mandakaberekwa

Taingova vekushoreka

Ndaisekwa kunyangwe zvandaipfeka

Ndaedza hapana aiti zvaonekwa

Handirase tariro

Nekuti ariko ooh

Arikumusoro soro

Akamutsa Razaro

Jehovah Mwari werunyararo

Mwari wemunhu wese

Mwari wevapfumi

Kunyangwe Mwari wevarombo


Kwedu kuchaitawo mabiko

Ndichava dziva nhasi zvandingori zambuko

Muchazonyarirawo kupiko

Wandinonamata ndiMwari wezvishamiso

Neminana


Vamwe vaitoti anojuma

Kana dziri ngoma vaiti dzinondikunda

Ndichingonhereka nhereka

Pasina kana umwechete aitendeka

Vamwe vachitoti anodhuba

Uyo haadzoki kana ukamutuma

Kendenga kendenga

Pasina kana umwechete aikendenga


Pakutanga kunayave takapa rukudzo nembiri

Mukufamba ndokuruvamba rwendo rwembiri

Sehombarume patinobva kunovhima

Kudzoka unonzwa titambirei vadzimba

Tikutambirei mauya

Vanamutanda dzichiwa

Vamwe vaitoti anojuma

Kana dziri ngoma vaiti dzinondikunda

Ndichingonhereka nhereka

Pasina kana umwechete aitendeka

Vamwe vachitoti anodhuba

Uyo haadzoki kana ukamutuma

Kendenga kendenga

Pasina kana umwechete aikendenga


Ndinokumbira Mwari navadzimu vangu munditarire

Chivai ziso rangu imi ndimi nharire

Chinzwa wamai vangu

Mumwe wangu

Zvirimumoyo mangu

Ndinoshuwira kuti denga tivavarire


Vamwe vaitoti anojuma

Kana dziri ngoma vaiti dzinondikunda

Ndichingonhereka nhereka

Pasina kana umwechete aitendeka

Vamwe vachitoti anodhuba

Uyo haadzoki kana ukamutuma

Kendenga kendenga

Pasina kana umwechete aikendenga

+

      -   or   -

      -   or   -

      NG +234
          -You can log in via below methods-
          Reset password via e-mail
          -or-
          Reset password via e-mail
          Feedback on resetting password
          * It may take a longer time

          Please Select A Playlist

          Add New Playlist

          Share on

          Embed: Love & Light EP

          Custom Size :

          • Default
          • Desktop(300*600)
          • Mobile(300*250)

          Type :

          • HTML/HTML5 (WordPress Supported)
          Get Boomplay Premium
          for
          Payment Method
          Pay With
            Review and pay
            Order Date
            Payment Method
            Due Today
            Flutterwave
              Subscription Successful

              Congratulations! You have successfully activated Boomplay 1 Month Premium.

              Now you have access to all the features of Boomplay App.
              Payment Failed

              Please check your balance and then try again.

              You'll lose your subscription if we don't have a working payment method for your account, so please check your payment details.
              Need help? Contact Boomplay Subscription Support.
              Payment Processing...
              10 s

              Payment is being processed by . Please wait while the order is being comfirmed.

              Payment Processing
              Your order is processing, and it may take up to a few days for the service provider to handle your payment. Please kindly stay tuned and check your order status in ‘User Center’.
              About Order Status