Wangu Lyrics
- Genre:Pop
- Year of Release:2020
Lyrics
Dhiya bata ruoko rwangu tiende
Can you hold my hand
Kana uchida unoda here ndiimbe
Chimbo cherudooo
Wakada rasta vasina chavainacho
Usipo ndaidiniko
Usipo zvimwe ndingadai ndingori nemukwende
Nehupepe chete
Wonditambira gumcheche
Nyangwe ndisina gusheshe
Gumcheche gumcheche
Ini newe toenda kwese
Wangu
Ndinogarokuchiva nyangwe irimhaka
Wangu
Apa varume pakasikwa mwana
Wangu
Uyu mwana akanyanyonaka
Inini wangu
Igetsi rinobaka
Wangu
Kamutambiro kako bhebhi hakana kumira fine fine
You twist and turn it up and slow wine wine wine wine
Nguva yangu unondipa haunditi mirira time time
Chiso chako chinobwinya sezuva
You are my sunshine
Mwana
Uyu mwana
Mwana
Uyu mwana
Mwana
Uyu mwana
Mwana
Uyu mwana
Ndinogarokuchiva nyangwe irimhaka
Wangu
Apa varume pakasikwa mwana
Wangu
Uyu mwana akanyanyonaka
Inini wangu
Igetsi rinobaka
Wangu
Ndinozvinamatira dhiya
Kuti tisazvinetera mangwana
Ndinozvinamatira dhiya
Kuti tisazvinetera mangwana
Ndakange ndisina chandinacho
Usipo ndaidiniko
Usipo zvimwe ndingadai ndingori nemukwende
Nehupepe chete
Ndinogarokuchiva nyangwe irimhaka
Wangu
Apa varume pakasikwa mwana
Wangu
Uyu mwana akanyanyonaka
Inini wangu
Igetsi rinobaka
Kamutambiro kako bhebhi hakana kumira fine fine
You twist and turn it up and slow wine wine wine wine
Nguva yangu unondipa haunditi mirira time time
Chiso chako chinobwinya sezuva
You are my sunshine
Mwana
Uyu mwana
Mwana
Uyu mwana
Mwana
Uyu mwana
Mwana
Uyu mwana
Ndinogarokuchiva nyangwe irimhaka
Wangu
Apa varume pakasikwa mwana
Wangu
Uyu mwana akanyanyonaka
Inini wangu
Igetsi rinobaka
Wangu