Musangonzwa Lyrics
- Genre:Pop
- Year of Release:2020
Lyrics
Vatete vakatora tv ,sofa namandiro
Babamukuru ndokusiya imba arimadziro
Sekuru ndokuuya ndokutorawo madziro
Baba dai makanyora wiro
Iri dama hama neshamwari
Musangonzwa asi nzwisisai
Ngariraramire kutsvaga nekutya Mwari
Kwete kutsvaga nekudya mari
Iri dama hama neshamwari
Musangonzwa asi nzwisisai
Ngatiraramire kutsvaga nekutya Mwari
Kwete kutsvaga nekudya mari
Hakuna chakakosha
Sekukwanisa kuona zuva
Parinobuda kusvika ranyura zve ziva Mwari vakuchengeta
Kuchengetwa urere nekudzivirirwa
Kumhepo dzenyika ino
Parinonyura kusvika rabudazve
Ichocho ndo chishamiso
Nekubuda kwezuva kana Mwari vachingotiraramisa
Nekubuda kwezuva raramo yacho ichashanduka
Iri dama hama neshamwari
Musangonzwa asi nzwisisai
Ngatiraramire kutsvaga nekutya Mwari
Kwete kutsvaga nekudya mari
Iri dama hama neshamwari
Musangonzwa asi nzwisisai
Ngatiraramire kutsvaga nekutya Mwari
Kwete kutsvaga nekudya mari
Nyika hatichazive kwayakatarira
Baba ringai pwere dzichirikukambaira
Hatigone tirikuvavarira
Dai machizadzikisa zvatoshuvira
Vatete vakatora tv, sofa namandiro
Babamukuru ndokusiya imba ari madziro
Sekuru ndokuuya ndokutorawo madziro
Baba dai makanyora wiro
Iri dama hama neshamwari
Musangonzwa asi nzwisisai
Ngatiraramire kutsvaga nekutya Mwari
Kwete kutsvaga nekudya mari
Iri dama hama neshamwari
Musangonzwa asi nzwisisai
Ngatiraramire kutsvaga nekutya Mwari
Kwete kutsvaga nekudya mari
Hakuna chakakosha
Sekukwanisa kuona zuva
Parinobuda kusvika ranyura zve ziva Mwari vakuchengeta
Kuchengetwa urere
Nekudzivirirwa
Kumhepo dzenyika ino
Parinonyura kusvika rabudazve
Ichocho ndo chishamiso
Nekubuda kwezuva kana Mwari vachingotiraramisa
Nekubuda kwezuva raramo yacho ichashanduka
Iri dama hama neshamwari
Musangonzwa asi nzwisisai
Ngatiraramire kutsvaga nekutya Mwari
Kwete kutsvaga nekudya mari
Iri dama hama neshamwari
Musangonzwa asi nzwisisai
Ngatiraramire kutsvaga nekutya Mwari
Kwete kutsvaga nekudya mari
Hama neshamwari
Musangonzwa asi nzwisisai
Kutsvaga nekutya Mwari
Nekudya mari
Hama neshamwari
Musangonzwa asi nzwisisai
Kutsvaga nekutya Mwari
Nekudya mari