
Mukana ft. Carla Gray Lyrics
- Genre:Alternative
- Year of Release:2020
Lyrics
Ndiani?
Ndiani?
Ksg
Ah ndiwe
Yeah yeah yeah yeah
Yeah yeah yeah yeah
Unozviziva uriwangu babe kubva day one
Hoo
I know ndakaita off-key but only ka1
Mhh shaa
Iwe unozviziva wangu uri wangu one(Mmhh mhh)
Chance yako wakatambisa yanga iri one yeah
Saka ukuti hazvichaita here
Yandaikuita watodhibha here(Yeah)
Kuti ndakuda waisazviziva here
Asi iwewe waindida here
Baby
Ndaida kutokuita mai mwana
Ndaisada kuti tigorambana
Wanga urikure zvanga zvanyanya
But unozviziva isu todanana
Ah ah
Ehe ndakuda ah ah
Asi hapachina ah
Ndane mumwe wakatotambisa mukana
Eyy
Saka that's your only reason
Kudai anga asipo zvaita here(Yeah)
Tell me if mi woulda come back
Titangidze futi zvataiita kare
Ah ah no
Nada hoo
Aiwa handingambomuramba so
Dai waindida waisacheata
Hazvichaita handichakuda
Saka ukuti hazvichaita
Yandaikuita watodhibha
Ehe ndikuti hazvichaita
Zvese zvatakaita ndatodhibha
Baby
Ndaida kutokuita mai mwana
Ndaisada kuti tigorambana
Wanga urikure zvanga zvanyanya
But unozviziva isu todanana
Ah ah
Ehe ndakuda ah ah
Asi hapachina ah
Ndane mumwe wakatotambisa mukana
Unozviziva uriwangu babe kubva day one
Hoo
I know ndakaita off-key but only ka1
Shaa
Iwe unozviziva wangu uri wangu one(Mmhh mhh)
Chance yako wakatambisa yanga iri one yeah
Saka ukuti hazvichaita here
Yandaikuita watodhibha here(Yeah)
Kuti ndakuda waisazviziva here
Asi iwewe waindida here
Baby
Ndaida kutokuita mai mwana
Ndaisada kuti tigorambana
Wanga urikure zvanga zvanyanya
But unozviziva isu todanana
Ah ah
Ehe ndakuda ah ah
Asi hapachina ah
Ndane mumwe wakatotambisa mukana