
Gara Lyrics
- Genre:Others
- Year of Release:2025
Lyrics
Oh yah oh yah oh yah
Oh yah oh yah oh yah
Yeah
Ndichiri nendangariro dzepandaimbochema nerudo
Watch How Di Don Do It
Handina nguva ndakabva kubuda mujeri rerudo inini
Ehe
Asi
Pane uyu uyu arikundidzikamisa mazuvano
Yeah
She got me me feeling up up like 7 saRonaldo
Oh oh oh oh
Ndakapinda ndese
24/7 tiri take take
Pandokuona ndinoita sebenzi my baby
Moyo wangu urikufara
Kana pfungwa dzakagadzikana
Usavhunduke hey
Dzikama mudiwa
Dzikamisa hana
Kana tikapokana usaenda
Gara
Ndikati mwana iwewe
Vakandire picture paInsta uvaratidze kuti wakanaka iwewe
Ndinokuona ndakavhara maziso uchibaka unopisa iwewe
Pore pore
Nyore nyore
Uchindicolonisa mupfungwa
Ndinoda tivake musha
Dzamara ravharwa guva
Ndakapinda ndese
24/7 tiri take take
Pandokuona ndinoita sebenzi my baby
Moyo wangu urikufara
Kana pfungwa dzakagadzikana
Usavhunduke hey
Dzikama mudiwa
Dzikamisa hana
Kana tikapokana usaenda
Gara
Pane uyu uyu arikundidzikamisa mazuvano
Kana pfungwa dzakagadzikana
She got me feeling up up like 7 saRonaldo
Mwana iwewe
Vakandire picture painsta uvaratidze kuti wakanaka iwewe
Ndinokuona ndakavhara maziso uchibaka unopisa iwewe
Kana tikapokana usaenda
Gara