PANENYAYA Lyrics
- Genre:Others
- Year of Release:2023
Lyrics
Watch how Di Don do it
Pane nyaya
Pane nyaya
Shuwiro yake kudiwa nemoyo wese
Kumba anoshungurudzwa
Baba vakangodhakwa mufaro unoshaika mumba
Akati awana anomuda
Mai vemukomana vomubuka
Munyama here wake
Munyama here wake mwana uyo
Munyama here wake
Munyama here
Anongogara achiyuwira
Hanzi chandakambozvarirwa
Haana kana kwekumboturira
Mutoro wakamuremera
Shuwiro yake kudiwa nemoyo wese
Shuwiro yake kudiwa nemoyo wese
Shuwiro yake kudiwa nemoyo wese
Shuwiro yake kudiwa nemoyo wese
Anenge
Achiti
Awana
Pekuponera
Azowana munhu anokwanisa kumupukuta misodzi
Anomuterera
Anomira naye pese paanosangana nenjodzi
But mkomana
Mai vake vakatomutsvagira musikana
Wavanoda kuti naye agowanana
Agowanana
Achafarawo rinhiko mwana
Achafara rinhi
Zvese zvichaperawo rinhiko
Zvichapera rinhi
Zvichapera rinhi
Shuwiro yake kudiwa nemoyo wese
Shuwiro yake kudiwa nemoyo wese
Shuwiro yake kudiwa nemoyo wese
Shuwiro yake kudiwa nemoyo wese
Shuwiro yake kudiwa nemoyo wese
Shuwiro yake kudiwa nemoyo wese
Shuwiro yake kudiwa nemoyo wese
Shuwiro yake kudiwa nemoyo wese