Kwenya ft. Poptain Lyrics
- Genre:Others
- Year of Release:2024
Lyrics
Reketa mashoko anotekenyedza moyo
Reketa mashoko anotekenyedza moyo
You have de body weh
Every man a die for
Every man a cry for
Girl you haffi ride dat
From me give you properly
Yeh you haffi like dat
Love you ina your nigh and
Girl you haffi tighter
Gava razodambura musungo
Kupinda muma mbure
Ndidavirewo kuno
Baby o
Gava razodambura musungo
Kupinda muma mbure
Ndidavirewo kuno
Baby o
Moyo wakuvaviwa mudiwa
Ndokwenya neiko?
Moyo wangu wakuvaviva
Watch yuh now
Moyo wakuvaviwa mudiwa
Ndokwenya neiko?
Moyo wangu wakuvaviva
Kwenya kwenya kwenya mudiwa
Reketa mashoko anotekenyedza moyo
Kwenya kwenya kwenya mudiwa
Ukatenderedza unoshungurudza
Pfungwa dzangu unotenderedza
Kwenya kwenya kwenya mudiwa
Reketa mashoko anotekenyedza moyo
Kwenya kwenya kwenya mudiwa
Ukatenderedza unoshungurudza
Pfungwa dzangu unotenderedza
Shava kana mhofu
Nzou kana hungwe
Gyal une manjuzu hazvivhunzwe
Ndaona musana figure
Musana figure deh
Mudiwa ukati tenderererere
Ndoti dzengererere dzengererere
Kuti bvengererere bvengererere
Ndotodawo kujungana
Nyengererere nyengerere
Handizvisekerere
Handizvinyengererere nyengerere
Vanhu vakuda kuungana
Poster sheya
Wonditager
Ah ndokutexta
Ndakacapture
Screenshota
Ndokuhider
Gava razodambura musungo
Kupinda muma mbure
Ndidavirewo kuno
Baby o
Gava razodambura musungo
Kupinda muma mbure
Ndidavirewo kuno
Baby o
Moyo wakuvaviwa mudiwa
Ndokwenya neiko?
Moyo wangu wakuvaviva
Watch yuh now
Moyo wakuvaviwa mudiwa
Ndokwenya neiko?
Moyo wangu wakuvaviva
Kwenya kwenya kwenya mudiwa
Reketa mashoko anotekenyedza moyo
Kwenya kwenya kwenya mudiwa
Ukatenderedza unoshungurudza
Pfungwa dzangu unotenderedza
Kwenya kwenya kwenya mudiwa
Reketa mashoko anotekenyedza moyo
Kwenya kwenya kwenya mudiwa
Ukatenderedza unoshungurudza
Pfungwa dzangu unotenderedza
Chitekete
Mmh mmh chitekete
Ndoda undidhake nerudo kuita kunge mudzepete(wooo)
Ndakupa mvumo ita ndiperere
Asi usazongondivhiya moyo wangu yeah yeah
zvaunoda baby handikwerete ndokutengera
zvangu ndezvako uri munandi unenge feli shaa
Ita timbopinda mudhorobha ndimbokudyisa mari
Ko zvinombodzora hazvirambe zvakaita kalahari
Pore pore tichifamba tisiri muhurry
Rudo rwemashuwa rwusina hakata nehari
Chimbondinyevenutsa moyo reketa shamwari
Nditaurire zviripamoyo pakati pakati
Kwenya kwenya kwenya mudiwa
Reketa mashoko anotekenyedza moyo
Kwenya kwenya kwenya mudiwa
Ukatenderedza unoshungurudza
Pfungwa dzangu unotenderedza
Kwenya kwenya kwenya mudiwa
Reketa mashoko anotekenyedza moyo
Kwenya kwenya kwenya mudiwa
Ukatenderedza unoshungurudza
Pfungwa dzangu unotenderedza