Bhabhula (feat. Ti Gonzi) Lyrics
- Genre:World Music/Folklore
- Year of Release:2020
Lyrics
Bhabhula (feat. Ti Gonzi) - Qounfuzed
...
shure kwako kune mashura
dzumburudza manhanga awakatakura
(kotamaaaa) senge urikusakura
bhabhulaa
tambisa zviri mukati
ndiwe wabvirisa party danai fire
brigade zvakuda mvura
ooh my God
unekamwe ka that
tenderedza waist kunge bhandi
musana kotamisa
musana kotamisa
uchitambisa tambisa
uchitambisa tambisa
bhambisa bhambisa
uchibhambisa bhambisa
zvakuva shamisa baba
seurikuenda ku mzansi dzika
(kutown,ku town ku town)
wasvika
baby tamba house track
hip hop kana rumba
baby aah wakakumba
wakaa akutamba aah
mwari vakatoumba
bhabhula bhabhula xaa
you turned me on nekajive
sema demon
haa wakatakura xaa
kwete msoro kwete zvirwere
hinde hinde money
nhasi handiendi kumba
i like to see you moving
i lyk the way you dance
you on point kunge arrow
he arrogant
i lyk to see you smile pa dance floor
dj ridza zim dancehall ma hits
achirira tichi backer ma audio
tirikuzvi farira babe shacker so so
vachi talker tichiseka
babe don't stop hapana anotimisa
chapter
haa andirevi Monalisa kana ndichitimona ndinoreva kumoredza kuita seuri
kudonha
ndopanozonzi vakafa havana chavakaona
apa bhurugwa rakamedzwa sehove
ya Jonah
wavashaisa hope wamutsa
zvakarara apa uri kutambisa
gomba remarara
kutamba kwacho kunge ee all right
ndanyarara
vechikuru ndopavanoti nyika iya
yaparara
chorus
bhabhula tambisa zviri mukati
ndiwe wabvirisa party
danai fire brigade zvakuda mvuraaa
oh my God
une kamwe ka that
tenderedza waist kunge bhandi
musana kotamisa
musana kotamisa
kutambisa tambisa
kutambisa tambisa
kubhambisa bhambisa
kubhambisa bhambisa
zvakuva shamisa baba seuri kuenda
ku mzansi dzika dzikaa dzikaa
dzikaa dzikaa dzika
wasvika
chapter
babe huya titambe uchi waina wakanaka
usarambe ngatitambe tese zvakanaka
bhabhula chero vakakuti uri waka
ngavambotsvaka mari vambomira kukutsvaka
bata musoro bata musana
bata pasi kana uchida nyama dzema babe bata aah asi hatisi kuda kubika
but tiri kungoda gas babee
can you be my wife just for nhasi
handifungi pane angakunde
ku dancer
vanotamba vachiita kunge vaka tenza
apa i can see uri free usainda kuna
Godhi haungaendi kuna Godhi wemugodhi
chorus
bhabhula tambisa zviri mukati
ndiwe wabvirisa party
danai fire brigade zvakuda mvura
oh my God une kamwe ka that
tenderedza waist kunge bhandi
(shure kwako kune mashura)
bhambisa bhambisa
(kotamaa kotamaa)
bhambisa bhambisa