
Ndakachena Lyrics
- Genre:World Music/Folklore
- Year of Release:2020
Lyrics
Ndakachena - Qounfuzed
...
ndini ndiri kupisa*2
futi futi ndashamba ende ndakwiza kwete Vaya vanoramba kana kutiza bhavha haridi kujamba kunge hwiza chero muri muchando hapadi visa
Gucci Versace Prada Prada ndovasiya vese vachi prata prata Gucci Versace Prada Prada ndoma label akubakaka
ndipei mukana ndimbopupura kuti ndakachena handina kupfeka zvinodhura but ndakachena hona kufitwa hona kufitwa nditorei photo
snapie snapie ndakachena tora pikicha
aehwa nhasi ndakachena howoho sendebvu dza father Christmas hohoho aihwaka wava kunditsika hohoho handisikuda zvemabororo zve wowowo ?????
ma babe anema eyeshadow lip gloss Siya vamwe vacho ndevema big boss Siya hau hauna door *2? ?? deedza vana mandebvu vasinga shaver
kana uchimadawo ma tebhuru booker table tigarire ma bhodhoro sa Bev Bev kana usiri mbinga mbinga hazvireve wave dinga dinga*2
chorus
tora mapikicha Isa ma firita usama limiter asina kubuda tichazoma deliter zvepa insta zvinoda skiri shaa zvinoda kusiya vanhu vachi believer ndakamechesa zvangu down to top I don't want to talk smart rega riri kumhan'ara
ishe komborerai Getto yut chero pakufara ivai naro fty nguva into yekufara