Drinks/GoodVibes Lyrics
- Genre:World Music/Folklore
- Year of Release:2020
Lyrics
Drinks/GoodVibes - Qounfuzed
...
My little prayer everyday is to stay alive.
But just in case I die today let me just live my life and
(you doing)
Drink drink drink drink and drink
We just want to party
We wanna party
Taka chiller nema friends angu
Tichimwa madrinks hapana pressure ingori good vibes
Tirikuda kungofara
Tirikuda kungofara
Ndiri kuma spender macents angu ikoko sei komamix
kunoku ingori good vibes
Tirikuda kungofara
Tirikuda kungofara
kana painema mistress
Zvino maker difference
Batikai tiite plan
Zvikatanga weekday chino pera weekend
We just having fun oh
Zvikafamba mushe pano pachaiitika reggae
Vanoda twunhu masports mushebelebe
Aknocker bedzi tomujegawo hatimurege
Tora v11 akamuka umutegge
Toda kuti timuseke
Tine vamwe vataive navo
Ukafunga kuti nevanhu vese vari pano
Pane vamwe vasipo
Hupenyu wakazofamba nepasipo
Taka chiller nema friends angu
Tichimwa madrinks
Hapana pressure ingori good vibes
Ndiri kuma spender macents angu ikoko sei komamix
kunoku ingori good vibes
Pano paita misangano handireve Zanu
Ridzai masongs ari kudiwa nevanhu
Tiri kufara zvisina muganhu
Ndiri kutamba ndichibata saOliver Kahn
Ndikango dhakwa Michy
ndobva ndamusuwa
Nguva yareba ndisina kumuona
Tisina kuita makuhwa
kurangarira vese vakatisiya doro deurai muhuruva
Dai tiri tese tichifara tese
Asi goodnight kusvika tasangana
Dai ingori Drink drink drink drink and drink drink drink
Taka chiller nema friends angu
tichimwa madrinks hapana pressure ingori good vibes
Tirikuda kungofara
tirikuda kungofara
Ndiri kuma spender macents angu ikoko sei komamix kunoku ingori good vibes
tirikuda kungofara
tirikuda kungofara
Kana paine Mamistress
Zvino maker difference batikai tiite plan
Zvikatanga weekday chino pera weekend
We just having fun oh
Zvikafamba mushe pano pachitika reggae
Vanoda twunhu masports mushebhelebhe
Aknocker bedzi tomujegawo hatimurege
Tora v11 akamuka umutegge
Toda kuti timuseke
My little prayer everyday is to stay alive but just in case I die today let me just live my life and...
Taka chiller nema friends angu tichimwa madrinks hapana pressure ingori good vibes
Tirikuda kungofara
Tirikuda kungofara
Ndiri kuma spender macents angu ikoko sei komamix kunoku ingori good vibes
Tirikuda kungofara
Tirikuda kungofara
Hapana pressure ingori good vibes
tirikuda kungofara
tirikuda kungofara
Ndiri kuma spender macents angu
Kunoku ingori good vibes
tirikuda kungofara
tirikuda kungofara ahhhh