Gomo Lyrics
- Genre:World Music/Folklore
- Year of Release:2019
Lyrics
Gomo - Qounfuzed
...
Gomo ndinokwiraa dziva ndinotiva
gomo ndinokwira dziva ndinotiva
gomo ndinokwira dziva ndinotiva
gomo ndinokwira dziva ndinotiva
chorus
chero vakaisa gomo pakati pangu newe
ndinokwira
vangaisa dziva pakati pangu newe
ndinotiva
kana ndada kana ndada ndadaa
kana ndada kana ndada ndadaa
chapter 2
patichapesana nenyaya dzerudo
(paripo)
patichanetsana mukati merudo (paripo)
asi tikazvitedzere zvese zvichatiparadzira imba yandaiona tichizovakaa
ngatidananei dzamara tichembere(aha ahaa)
zvevamwe vese kuti ndizviregere (aha aha)
ndoda kuudza hama dzangu uyo ndamutora
munodzimbira moyo wangu mukamushora
dai mangozvitambira
ndiye wandinorwarira
moyo ndizvo zvawafarira
ndainge ndasarira
chorus
chero vakaisa gomo pakati pangu newe ndinokwira
vangaisa dziva pakati pangu newe
ndinotiva
kana ndada kana ndada ndadaa
kana ndada kana ndada ndadaa
Chapter
mari handinawo mota handinawo
zvizhinji handina chandinacho
rungori rudo
tete muroora wandakuigirai
tambirai
musatsvake zvakawanda pamwe zviri munzira mirirai
gomo ringakure sei dziva ringadzike
sei
kana ndada kana ndada ndadaa
chorus
chero vakaisa gomo pakati pangu newe ndinokwira vangaisa dziva pakati pangu newe ndinotiva kana ndada kana ndada ndadaa kana ndada kana ndada ndadaa
chapter
ngatidananei dzamara tichembere
iwew
zvevamwe vese kuti ndizviregere
zviperee
ngatidanane dzamara tichembere
iwewe
zvevamwe vese kuti ndizviregere
iwewe
chorus
chero vakaisa gomo pakati pangu newe ndinokwira
vangaisa dziva pakati pangu newe ndinotiva
kana ndada kana ndada ndadaa
kana ndada kana ndada ndadaa
gomo ndinokwiraa dziva ndinotiva
gomo ndinokwira dziva ndinotiva