
Uri Wangu Lyrics
- Genre:Others
- Year of Release:2025
Lyrics
Uriwangu iwe
Uriwangu
Uriwangu iwe
Uriwangu
Chinondiwonza kudaiso
Ndigere nebundu mumoyo
Kufunganya chaiko
Kwandisvitsa pakudzikirira zvakadai saka ndati
Kurova kwehana
Kupindana kwamazuva
Ndichikunyorera nziyo
Ndichikunyorera rwiyo
Kufamba kwenguva
Kuswedera kwemaruva
Ndichichema ndiree
Ndichichema ndirere
Uriwangu iwe
Uriwangu
Uriwangu iwe
Uriwangu
Dai ndine mari ndaiuya (Uriwangu iwe, Uriwangu)
Dai ndinemari ndaiyeee (Uriwangu iwe, Uriwangu)
Tarisiro ndinayo (Uriwangu iwe, Uriwangu)
Kure kwemeso rudo runosvika
Chitsidzo chedu hachimborasika
Misodzi yaunosvimha ndikaifunga ndochema ah
Ndoitei mambo
Kurova kwehana
Kupindana kwamazuva
Ndichikunyorera nziyo
Ndichikunyorera rwiyo
Kufamba kwenguva
Kuswedera kwemaruva
Ndichichema ndiree
Ndichichema ndirere
Uriwangu iwe
Uriwangu
Uriwangu iwe
Uriwangu
Dai ndine ndaiuya (Uriwangu iwe, Uriwangu)
Dai ndinemari ndaiyeee (Uriwangu iwe, Uriwangu)
Tarisiro ndinayo (Uriwangu iwe, Uriwangu)