Wakandivimbisa Lyrics
- Genre:Others
- Year of Release:2022
Lyrics
Yeah iye!
Aah iyaa!
Handikanganwe musi wawaenda
Misodzi mumaziso ndaichema
Ndairwadziwa zvekutadza kufema
Kuti bye bye kwairema
Yakazongoti nguva yofamba
Ndaiti ndinokumirira
Zvichirema ndichakumirira
Wakandivimbisa uchandiroora
Vana vako ndichatakura
Nhasi pano wakundishandukira
Wakandivimbisa uchandiroora
Vana vako ndichatakura
Nhasi pano wakundishandukira
Hona manje makore aenda
Ndiani achada kundiroora
Iwe pano wakundishandukira
Hona manje makore aenda
Ndiani achada kundiroora
Iwe kuno wakundipandukira
Ooh hoo oh oh
Ooh hoo oh oh
Iwe panoo wakundishandukira
Ooh hoo oh oh
Ooh hoo oh oh
Iwe kuno wakundipandukira
Ndikafunga rudo ndobuda misodzi
Samatenga tumirai ngirozi
Dziripo dzimwe nguva dzandaigaro namata
Mwari tungamira mudiwa wangu iwe
Nyamba ndairimira makudo
Mari yawawana wopedza uchidya nemagevha
Zvimwe ndairimira makudo
Zvese zvawaiwana waipedza uchidya nemagevha
Wakandivimbisa uchandiroora
Vana vako ndichatakura
Nhasi pano wakundishandukira
Wakandivimbisa uchandiroora
Vana vako ndichatakura
Nhasi pano wakundishandukira
Hona manje makore aenda
Ndiani achada kundiroora
Iwe pano wakundishandukira
Hona manje makore aenda
Ndiani achada kundiroora
Iwe kuno wakundipandukira
Ooh hoo oh oh
Ooh hoo oh oh
Iwe kuno wakundishandukira
Ooh hoo oh oh
Ooh hoo oh oh
Iwe pano wakundipandukira
Asi dai wanga une rudo
Mumoyo ndaigara ndirimo
Wandisiira godo ruvengo neshanje mandiri
Iwe dai wanga une rudo
Mumoyo ndaigara ndirimo
Wandisiira godo ruvengo neshanje mandiri
Chamunorwa chirombo chinengozi (Aah iyee)
Zvemoyo chitima chemasodzi (Aah iyee)
Tungamira bvumbamira ngirozi (Aah iya aah iya)
Nyarara denga rinengoni (Varume!)
Hupenyu inhava yebenzi (Maiwe!)
Sango remiteyo rinetariro
Ooh hoo oh oh
Ooh hoo oh oh
Iwe pano wakundishandukira
Ooh hoo oh oh
Ooh hoo oh oh
Iwe kuno wakundipandukira