![Nyisa ft. Phoenix Beats](https://source.boomplaymusic.com/group10/M00/01/19/63c95e53fcff491d979771088440c02fH3000W3000_464_464.jpg)
Nyisa ft. Phoenix Beats Lyrics
- Genre:Hip Hop & Rap
- Year of Release:2025
Lyrics
Zvazvatovharana
Asi zvakangofanana
Taiswera tichingovharana
Ndichikuti wakatofanana naRihanna, naAriana
Sha hamuna kana kumbofanana
Moyo wako wakaipa ende nemeso zvakatofanana
Musikana wangu mutsva, neni manje tukutodanana
Tatozvinzvengamutsvairo tinototsvodana nekurarirana zvakanyanyisa
Hatibudi tingazovanyisa
Nekuti tikangobuda takutotsvodana nekudana makatarisa
Sha ndane kamelaz kangu kanonzi Pana Mwinga
Kana manumber evamwe vasikana ini handisisina
Ndomurwira kuita kunge John Cena
So cast the first stone if you know ain't a sinner