Loading...

Download
  • Genre:Hip Hop & Rap
  • Year of Release:2024

Lyrics

Wakandiwana ndiri Zanondoga kwaZindoga ndichizvimwira masese

Ukandirumura somucheche

Ukandiruma nzeve kuita sendavata pamuchenje

Ukati huya B, inini ndini wako mwenje, hupenyu huya ndikuchinje

Wakanga wakamomoterwa nemafero gero asi wakatsara ini ukanditi hello

Takasasana tiri pasi pemusasa tikazosangana kuMsasa wandisasa pamasaisai

Uchiti ndine twumasasi, tikavhara sasa ukanditi rasta, imi munotodhingura chikero

Saka shoko rangu hero

Ngatipanane rudo, takapanana rudo, manje next week Rudo ada kuendeswa kuskero

Saka inini why wakunditi mero?

Ndakamboti ngatimuendese kumaNun mwana uyo

Zviri nani

Izvezvi haana NAN mwana uyo

Inini baba ndiri kungopfeka zvimabhero


Paidamoyo

Wakundishora sababa iwewe sei

Ah-ah, hazvisi fair

Zvababa

Shamari

Inini newe tichatotonha zvironda

Tototamba iyoyo, hanti ndozvaida moyo?


Paidamoyo

Wakundishora sababa iwewe sei

Ah-ah, hazvisi fair

Zvababa

Shamari

Inini newe tichatotonha zvironda

Tototamba iyoyo, ndozvaida moyo


Zvatadai ndakufunga kuti dai

Zvakadai takabvunza vana mhai

Pamwe vaiti

Vaitiudza kuti imi guys dananai

Cause muchazobvunzana maWhy kana mangoti fambei

Rudo rwehupwere munofunga harupere

Asi mberi munopora, kuperera hakuna njere

Kuteverera mapere

Chitoteerera chembere

Pakuda Peri-Peri

Need to spice up palife, tisabatirane maknives

Pakasangana isusu taitambirana majive

Nhasi chat rangu rakugara muarchive

Ungaziva ndivo vanhu vaipostana ka5?

Uchiri kungodhura hausi cheap patara

Wakuti ndinorwara ndiende kuchipatara

Handisirini ndakavapinza mucheek mdara

Ndaisadanana ndega, wakuita sei Paidamoyo


Paidamoyo

Wakundishora sababa iwewe sei

Ah-ah, hazvisi fair

Zvababa

Shamari

Inini newe tichatotonha zvironda

Tototamba iyoyo, ndozvaida moyo


Paidamoyo

Zvaidamoyo

John Black, Master P, ndati Hider moyo

Tasvika tiri two ndina Padhi

One, two, three, botsi piri ndati party


I remember ndiri sweet ndiri obsessed kunge kacheche

Ndaona mwana anga ari built sewa Beto

Ndamupinza deep round neka gest kepaghetto

Ndakaratidza panochilla ana boys vana Ett'o

Kaholder real tight hanzi ihh pari scary

Daddy musandisiye ndega, please come save me

Ndabva ndati bho, pachigevha passa sceva

Hande paden ndinokuratidza ziactor

ndine zihombe rakareba kunge hectare

Handisi Gombwe ndinochengera saigwe

Kakakotama ndakubata hanzi iwe

Gara pasi wanna get to know you ndiwe ani

Irie Irie, magevha haavhunduke

Ndakatuner zviri straight, zviri forward, zvamuka

Ini newe tiri bhoski pamushana

Handife ndakusiya une key yepamupaka


Paidamoyo (Heee)

Wakutondiita baba iwewe sei

Ah-ah, hazvisi fair

Zvababa

Shamari

Inini newe tikachototonha zvironda

Tototamba iyoyo hanti ndozvaida moyo

+

      -   or   -

      -   or   -

      NG +234
          -You can log in via below methods-
          Reset password via e-mail
          -or-
          Reset password via e-mail
          If you have any questions, please feedback on Boomplay App or send an email to [email protected].

          Please Select A Playlist

          Add New Playlist

          Share on

          Embed: Love & Light EP

          Custom Size :

          • Default
          • Desktop(300*600)
          • Mobile(300*250)

          Type :

          • HTML/HTML5 (WordPress Supported)
          Get Boomplay Premium
          for
          Payment Method
          Pay With
            Review and pay
            Order Date
            Payment Method
            Due Today
            Flutterwave
              Subscription Successful

              Congratulations! You have successfully activated Boomplay 1 Month Premium.

              Now you have access to all the features of Boomplay App.
              Payment Failed

              Please check your balance and then try again.

              You'll lose your subscription if we don't have a working payment method for your account, so please check your payment details.
              Need help? Contact Boomplay Subscription Support.
              Payment Processing...
              10 s

              Payment is being processed by . Please wait while the order is being comfirmed.

              Payment Processing
              Your order is processing, and it may take up to a few days for the service provider to handle your payment. Please kindly stay tuned and check your order status in ‘User Center’.
              About Order Status