
Iyeye Lyrics
- Genre:Reggae
- Year of Release:2024
Lyrics
Iyeye - Winky D
...
iyeye iyeye mhai
pandakakanda shoko wakabvuma wani ukati feel free svika pajabuna wani ukati hauterere mafun'a fun'a wani zvinozoita papi usandipumha mhani
wakuwanza tumaskits bvisa nzveve dzako mumastreets dzikama rudo harusi cheap takuda kutaurirana tichiti inga wani ndakakupa moyo saka usaite iyoyo ngavasakufurira ikoko kuno handichinje mashoko
ndovati iyeye iyeye hana yakarovera iyeye iyeye hakuna asingazive
kuti iyeye iyeye hana yakarovera iyeye iyeye iyeye hakuna asingazive
iyeye iyeye heee iyeye iyeye iyeye heee iyeye
varikutraya kutisepareta hoo manje ndavaketa ndoparudo runobuda mubepa havambotipesanisa varikunyepa pano panodiwa munhu kunge mari hazvigonekwe kana nani ndakatrena rudo saka don't worry tosvitsana kufainari saka ngatimbochimhanya tiri two binary usakanganwe nyora mudiary give nyama imwe kusvika mukufa mapfupa edu achawonekwa mugallery ndakakupa moyo saka usaite iyoyo ngavasakufurira ikoko kuno handichinje mashoko