
Mukwasha
- Genre:Afrobeats
- Year of Release:2020
This song is not currently available in your region.
Try the alternative versions below.
Alternative versions:
Lyrics
Mukwasha - Jah Prayzah
...
.......
Kumura ngowani
Pfugama nebvi rimwe chete wotorowa gusvu mukwasha.....
Denga riye rakatendera tirikuda mbeu neanorima wotoona yekutamba mukwasha.
Haa wondimutsa nemutupo gara wangoziwa kuti ndizvo zviripo kana zvakunetsa dzora mukwasha.
Uchatenga mombe uchabaya uchavhiya uchapura nyemba uchadzura nzungu dziya ende baba wati wanoda madhorofiya wotomhanya musango mukwasha.
Pane andibira pombi yemvura kana zondo rangu randanga ndabvura vanhu wese wati bvunza mukwasha.....Pakati pewanhu wese waripo ndiani watigarira kumhepo zvakungonzi bvunza mukwasha....Ndirikunzwa kuda kurowa munhu Ndirikunzwa kuda kubata munhu .Rega ndimbokurowa mukwasha...Zvandakura nekudhamu inga ndakubatirai gwaya ndikamora mukoko wangu huchi husina mazana zvandakura nekudhamu inga ndakubatirai gwaya ndikamora mukoko wangu huchi husina mazana sheri yacho sheriyo yamakandipa inenge mwana kunyangwe zvikarema ndoita nharo dzamalema sheri yacho sheriyo yamakandipa inenge mwana kunyangwe zvikarema ndoita nharo dzamalema .
Mukwasha jongwe iro uchamhanya naro kusvikira maribata madzimbuya woda sanzwa remagaka changamire wati wanoda hari mukwasha zino rakawora chando rinobanda rinoda mari yekudzurisa kani mukwasha vakatemwa nyora kare neimwe n'anga watezvara wako nharo wanodzikaka tungamira mombe tirime mukwasha asambeni famba nendima asambeni famba nendima asambeni famba nendima.
Tsemura danda uratidze hukwasha asambeni famba nendima asambeni famba nendima asambeni famba nendima .
Tibatire foro tirime mukwasha asambeni famba nendima asambeni famba nendima asambeni famba nendima .
see lyrics >>Similar Songs
More from Jah Prayzah
Listen to Jah Prayzah Mukwasha MP3 song. Mukwasha song from album Hokoyo is released in 2020. The duration of song is 00:04:45. The song is sung by Jah Prayzah.
Related Tags: Mukwasha, Mukwasha song, Mukwasha MP3 song, Mukwasha MP3, download Mukwasha song, Mukwasha song, Hokoyo Mukwasha song, Mukwasha song by Jah Prayzah, Mukwasha song download, download Mukwasha MP3 song
Comments (18)
New Comments(18)
Jackson Kanyanta Mumba
mucha Moalosi
love yr songs
128430968
[0x1f60d][0x1f60d][0x1f60d][0x1f60d][0x1f60d][0x1f60d][0x1f60d][0x1f60d][0x1f60d][0x1f60d]haaaaaaaa mahwani zvamanjemanje kudhara zvese mukwasha here wedu
tatendafbwgh
my favourite ❤️
audrey chapasuka
kutakura danda ndokuti mkwasha[0x1f605]
dabz6yxnm
nice mukwasha
mambo_kadzi emteebee
jp the chartburster[0x1f641][0x1f641][0x1f641]
Monica Chiramba
love this song so much
Blessing Mtizwa
i love mukwasha
Catherine Sachirarwe
not everyone get this talent but he is great
tatendafbwgh
my favorite ❤️
sir papi
i love mukwasha
love your song[0x1f623][0x1f623][0x1f623][0x1f623][0x1f636][0x1f636][0x1f636]