![MaOlympics](https://source.boomplaymusic.com/group10/M00/06/02/c66f8798219c45cf82ebc2e4b17467e0_464_464.jpg)
MaOlympics Lyrics
- Genre:Hip Hop & Rap
- Year of Release:2023
Lyrics
Shout-out to Emkay, bruh
Thats a real G
Jax on the track, team madii
Dakungoti nedzoi for all of the debris
Ndini ndukupisa rap, kuita kuti bvii
High calibur burns, that's third degree
Putugadzike flow, ndenge ndichinwa tea
Ukanditsoma, I'm taking it personally
Ain't boujee, but I fancy tings
Like citrus buds & potpourri
Mazita andodaira angori three
Ende anoti the Goat, Sky & Skii
Shamwari dzeFake dzinenge mazizi
Mukuru wenyika akati hatizvidi
Man, I got next like 2023
Don't give a rat's arse if you disagree
Musandi jaje, gimme a break
Wani zvakanzi, rasta, people are fake
I haven't made it, I made a mistake
Izvezvi, nhamo yakangoti tek-tek
Ndakazvipira, I'm never turning back
Isu tinorova shot reipapo, check-check
Bhebhi rinochukucha kupfura shek-shek
She gets me thirsty, zvekunwa Lake
Wapinda mubhundu netsoka, inzwa
Gara wagona kuzvitumbura minzwa
Ndine maZhet andakapinzwa
Ende ndoziva Samatenga varikutonzwa
Vari kuti mwanangu shinga
Dzamara wambinga iwe
Usarasika asi buda tsinga
Kubva Nembudziya kusvika kuBinga
Kunge Camavinga, uchiwaura madinga like...
Ndirikuda kuzvibvisa from negative energy
Musical melodies ndoyangu remedy
Zvibhurumunyu zviri kusvotwa neKemestri
Apparently, they wanna shoot me like Kennedy
They see me poppin, it's causin em jeopardy
It's makin em lose they own sense of identity
Ndongoti rugare kwamuri, Hemeni
Zvisinei, dai masiyana neni
Pakati pedu hapamborina hukama
Munoshuwira kundiona ndakashama
Nekuona ndisina kutogutsikana
Ndosaka ndichifamba ndakakotama
Ducking 'em naysayers
Vasina kukwana
Nekumborova chitobo chekwa Adama
Vanasikana vanoda nezvangu chikwama
Zvaizvezvi, chandinacho zvangu hapana
Kana asingakude musiye
Nekuti ane makudo ake azere muDM
Zuro madeko, anga ari muBM
So that means Mambara of the Year ndiye
Community, let me be very clear
Vanhu ava havatombodi nyoro tsiye
Ndazvidomera kuti muzviziye
Ndadhipisa, let me end here
Black Eye, ndarohwa nema beers
We move in silence, Nigrodemus
Bhora mumambure saLuis Diaz
Vanotishora, they wanna be us
Zvipoko hazviitirwe finaz
Masowe haaende kuDry Cleaners
Mai vane mskanzwa, misdemeanour
Ndinova pedzera maBeginner