Loading...

Download
  • Genre:Hip Hop & Rap
  • Year of Release:2023

Lyrics

Vada kutishandisira maNotes atakanyora

Kutishayisa mano tiri mubishi rekutyora

Dai vabvunza Mandigora kuti hupenyu ibhora

Unofuma wotonyora, mombe ichifura sora

Manje nzenza rodofora haumbofa waridzora

Trust me, I'm a loose canon

Jewellery cost, horror

Music that cleanses your aura

Iri yekutsvagisa dhora

You ain't never heard of such

Dai wambonwa Coca-cora

Chigunduru, it's that showstopper

Slash bombdroppper

That's gon rock ya

Kana uri wannabe Lil Baby

Ndichakupa romper

Call it drip, but

Y'all a bunch of ranbow-looking mother...

I'm ouchea innovating

Tryna be the next Mark Zuckerberg


Word, son, forget what you heard

Maybe absurd, rap flow nerd

Prolly a turd. Imma hit with em with that

Mangekyo Sharingan, Tsukuyomi, Susanoo

Firestyle, fireball jutsu, 1 000 birds...aye


Ndiriku shandira maGitare

Ndiriku hardira maGitare, aye

Kubva kuChitungwiza kusvika Mbare

Nduku fambira nyaya dzemaGitare

Ndinoshuwira kuti vanhu vafare

Kuvhara maziso kudhara, ini handirare

Wangu, suduruka kuti usakware

Nekuti pari kudamburwa maGitare!


Wangu, I'm ouchea doing the most

And you slacking

Gara wakapfeka nguwo yemusoro

You just capping

Hands & cheeks, everywhere I go

They just clapping

I'm still very distant from things

I wanna be stacking

Ndoreva life's finer joys

Semaungira eNoise

All my real ones screaming

SKII avhura hombe, boys

Mahwambi murambi secombi yeDhombi

Ikuenda Mfombi naKumbi akapfeka stombi

Tyoki muBhombi nepombi


Kunakwa nekuku tepfenyurirai

Pachi gindimukindi

Ron K gave me the riddim, chaane nguva

Chiri mupfimbi

Tozviona sembozha, musati rombe kune muimbi

Ndogona ndiri rasha izvezvi

Asi ndichava diamond

Zvinhu zvongoda timing

Nduku shandira corona

So we forever grinding

Finesse typa rhyming

We do it while we smiling

Trendy with the fashion

Tsika dzechinyakare...


Ndiriku shandira maGitare

Ndiriku hardira maGitare, aye

Kubva kuChitungwiza kusvika Mbare

Nduku fambira nyaya dzemaGitare

Ndinoshuwira kuti vanhu vafare

Kuvhara maziso kudhara, ini handirare

Wangu, suduruka kuti usakware

Nekuti pari kudamburwa maGitare

+

      -   or   -

      -   or   -

      NG +234

          Please Select A Playlist

          Add New Playlist

          Share on

          Embed: Love & Light EP

          Custom Size :

          • Default
          • Desktop(300*600)
          • Mobile(300*250)

          Type :

          • HTML/HTML5 (WordPress Supported)
          Get Boomplay Premium
          for
          Payment Method
          Pay With
            Review and pay
            Order Date
            Payment Method
            Due Today
            Flutterwave
              Subscription Successful

              Congratulations! You have successfully activated Boomplay 1 Month Premium.

              Now you have access to all the features of Boomplay App.
              Payment Failed

              Please check your balance and then try again.

              You'll lose your subscription if we don't have a working payment method for your account, so please check your payment details.
              Need help? Contact Boomplay Subscription Support.
              Payment Processing...
              10 s

              Payment is being processed by . Please wait while the order is being comfirmed.

              Payment Processing
              Your order is processing, and it may take up to a few days for the service provider to handle your payment. Please kindly stay tuned and check your order status in ‘User Center’.
              About Order Status