Kuhumana ft. Ron K04 Lyrics
- Genre:Others
- Year of Release:2023
Lyrics
Chinokanganwa idemo, muti haudhibhe
Dikita reku hardira harivigwe
Life ibhora asi dombo harinyigwe
Shiri ine muririro wayo haichinje
Caption unoti "Just us 2"
Asi you tell your crew
Kuti 'maya haandidye'
So I better cut ties, zvindibve
Ano ignowa red flag haadzidze
Tikakuitai yamunotiita
Munobva mati "Ndeipiko yamaakuita?"
Apa tu cheeki twenyu tunobva twakwidza
Nekuti tuGame twenyu hatichati nakidza
"I don't date broke guys, ndoda mhitsa"
Uchi textera ndonda "Nditengere pitsa"
Skiri rechi gunvosta, maSista
Game i90 minutes, tozona ref kana aridza
Uri kuhumana
Moto sewaya dziri kugumana
Uri kuhumana
Tsaona semota dziku dhumana
Uri kuhumana, uri kuhumana
Uri kuhumana, uri kuhumana
You confused, you want your cake
And eat it too
Breaking news, I'm still flexing
Without you, yeah
God bless me, so I pay my taxes
Meet my dues, kusvika kwaMhashu
Mapombi kwachu, ka
Real gangsters, hatipaniki
Takato jaira zvisinga jairiki
Unotorova jembi nema niki-niki
Saka sei uchifunga hau lainiki?
Togaro mirira panopera vhiki
Rova 7 days, unoita wiki
Kusikwenyu kwagara kuri tricky
Ukasapfeka chete unoita si...
Kuitwa mutorwa, kudhara ikoko
Memuchida kuti jambisa, hatisi tsoko
Gara wazviziva, nditoriwo mboko
Ndiudze, rudo rwepi runenge hondo
Tiza, kana asingakubate bho
Message yeku tukirira ine Read More
Saka musanyanye kushandisa ziso
Vakanaka chiso, moyo uri tsito
You confused, you want your cake
And eat it too
Breaking news, I'm still flexing
Without you, yeah
God bless me, so I pay my taxes
Meet my dues, kusvika kwaMhashu
Mapombi kwachu, ka
Stop, imbomira
Aww, yea
Uri kuhumana
Confidence Music Anchor exclusive