Zita Renyu ft. Masa Caroleen & Quamon Fowler Lyrics
- Genre:Gospel
- Year of Release:2022
Lyrics
Zita renyu Baba
Ngarikudzwe Ngarikudzwe Ngarikudzwe
Zita renyu Baba
Ngarikudzwe Ngarikudzwe Ngarikudzwe
Kuda kwenyu Baba
Ngakuitwe Ngakuitwe Ngakuitwe
Kuda kwenyu Baba
Ngakuitwe Ngakuitwe Ngakuitwe
Toimba tichiti
Samatenga samatenga nyadenga
Samatenga samasimba wenyasha haa
Ngarikudzwe Ngarikudzwe
Toimba tichiti
Samatenga samatenga nyadenga
Samatenga samasimba wenyasha haa
Ngarikudzwe Ngarikudzwe
Ndimi munoziva kusasimba kwedu
Ndimi Ishe wedu eeh eeh eeh eeee
Ngarikudzwe
Oooh Ishe wedu
Ndimi munoziva ndimi munoziva
Kusasimba kwedu uuu
Ngarikudzwe
Zita renyu Ishe
Ngarikudzwe Ngarikudzwe Ngarikudzwe
Zita renyu Baba
Ngarikudzwe Ngarikudzwe Ngarikudzwe
Kuda kwenyu Ishe
Ngakuitwe Ngakuitwe Ngakuitwe
Kuda kwenyu Baba
Ngakuitwe Ngakuitwe Ngakuitwe
Toimba tichiti
Samatenga samatenga nyadenga
Samatenga samasimba wenyasha haa
Ngarikudzwe Ngarikudzwe
Toimba tichiti
Samatenga samatenga nyadenga
Samatenga samasimba wenyasha haa
Ngarikudzwe Ngarikudzwe
Toimba tichiti
Samatenga samatenga nyadenga
Samatenga samasimba wenyasha haa
Ngarikudzwe Ngarikudzwe
Toimba tichiti
Samatenga samatenga nyadenga
Samatenga samasimba wenyasha haa
Ngarikudzwe Ngarikudzwe