Kutandara Lyrics
- Genre:Gospel
- Year of Release:2022
Lyrics
Ehe
Heyo nhau yakanaka
Yekukosha kwekutandara
Pakati pemhuri neruzhinji rwedu
Hande
Kutandara kunounza mufaro mumusha
(Kutandara kunounza mufaro mumusha heya)
Kutandara kunoita mhuri ibatane
(Kutandara kunotidzidzisa tsika dzedu)
Kutandara kunokudza mafaro munyika yese
(Kutandara kunobatsira mafaro awande)
Ehe
Mukukura kwedu
Zvanga zvakakosha kugara pasi
Nevakuru vedu
Tichidzidza uye nekutandara
Kutandara nevakuru vedu
Ana Tete nana Sekuru
Zvaigona kudzamisa pfungwa dzedu
Nemafungiro akanaka
Kutandara kunounza mufaro mumusha
(Kutandara kunounza mufaro mumusha heya)
Kutandara kuno kurudzirwa nguva yose
(Kutandara kunobatsira mafaro awande)
Ehe
Zvino mazuva ano
Uyo akati tinyeyi cellular phone
Umwe hoyo kudzvanya iyo computer
Tese takatsikitsira takatarisa pasi
Ndiyani achatandara neumwe
Tichadzidzira here kutandara
Nekuwadzana pamwechete
Umm Ameno
Pafunge
Tikakoshesa kugara pasi pamwechete
Zvinoita tidzidze kuneumwe neumwe wedu
Zvichideredza kurwisana pakati pedu
Kutandara kunounza mufaro mumusha
(Kutandara kunoundza mufaro mumusha heya)
Kutandara kunoita mhuri ibatane
(Kutandara kunotidzidzisa tsika dzedu)
Kutandara kunokudza mufaro munyika yese
(Kutandara kunobatsira mafaro awande)
Kutandara kuno kurudzirwa nguva yose
Ehe
Nguva dzose
Ngatitenderei kutandara nehama neshamwari
Tiri pamwechete