- Genre:World Music/Folklore
- Year of Release:1985
Lyrics
Watambura newe mudiwa wangu
Ndichiku tadzirawo ini
Waonesvawo nhamo zvako mudiwa wangu
Nokuda kwekutadza kwangu ini
Kugara nekugara uchingoona nhamo
Zororo hauna nekuda kwangu ini
Ndipewo nguva zvako mudiwa wangu
Kuti ndikuripe zvako iwe
Kugara nekugara uchigoona nhamo
Nekuda kwekutadza kwangu ini
see lyrics >>
Similar Songs
More from Jonah Moyo & Devera Ngwena Jazz Band
Listen to Jonah Moyo & Devera Ngwena Jazz Band Ndichava newe MP3 song. Ndichava newe song from album Devera Ngwena Volume 9 is released in 1985. The duration of song is 00:05:38. The song is sung by Jonah Moyo & Devera Ngwena Jazz Band.
Related Tags: Ndichava newe, Ndichava newe song, Ndichava newe MP3 song, Ndichava newe MP3, download Ndichava newe song, Ndichava newe song, Devera Ngwena Volume 9 Ndichava newe song, Ndichava newe song by Jonah Moyo & Devera Ngwena Jazz Band, Ndichava newe song download, download Ndichava newe MP3 song