![Ndichava newe](https://source.boomplaymusic.com/group10/M00/10/02/b45cabaa9d774add909b8ba4be9368a1_464_464.jpg)
Ndichava newe Lyrics
- Genre:World Music/Folklore
- Year of Release:1985
Lyrics
Watambura newe mudiwa wangu
Ndichiku tadzirawo ini
Waonesvawo nhamo zvako mudiwa wangu
Nokuda kwekutadza kwangu ini
Kugara nekugara uchingoona nhamo
Zororo hauna nekuda kwangu ini
Ndipewo nguva zvako mudiwa wangu
Kuti ndikuripe zvako iwe
Kugara nekugara uchigoona nhamo
Nekuda kwekutadza kwangu ini
Ndichava newe munhamo
Munjodzi nemu rufaro
Moyo wangu ndewako
Ndewako wega mudiwa
Ndichafa newe munhamo
Munjodzi nemu rufaro