Mwari Lyrics
- Genre:Gospel
- Year of Release:2022
Lyrics
Ndanyora nziyo yangu ndoda kumuimbira
Ndanyora nziyo yangu ndoda kumurumbidza
Ndanyora nziyo ndoda kumupa mbiri
Ndanyora nziyo yangu ndoda ndimurumbidze
Makandiziva ndichiri ropa
Makandida ndichiri rusvava
Makandida ndisati ndakuzivai
Makandida ndichiri kacheche
Mwari Mwari
Mwari Mwari
Mwari Mwari
Mwari Mwari
Ndinoda kutenda nezvamunondiitira muhupenyu hwangu Mwari
Munondibvisa apa muchindiisa apa pakakwirira muhupenyu hwangu Mwari
Ndimi chikonzero chaita ndinyore nziyo kuti nditende Mwari
Ndimi simba handingadederi haaa muri mhare Mwari
Mwari Mwari
Mwari Mwari
Mwari Mwari
Mwari Mwari
Ooh ndimi Mwari wangu
Ndimi simba rangu yeeh Mwari
Ndinogara mamuri munogara mandiri murisimba rangu imi Mwari
Mwari wangu
Ndinorevesa nemoyo wangu wese
(Ooh kwamuri kwamuri)
Ndinopa rumbidzo yangu yose ini
(Ooh kwamuri kwamuri)
Ndinosimudza maoko angu ose
(Ooh kwamuri kwamuri)
Ndinoshaura nenzwi rangu rose
(Ooh kwamuri kwamuri)
Mwari Mwari
Mwari Mwari
Mwari Mwari
Mwari Mwari
Hallelujah hallelujah
Hallelujah hallelujah
Hallelujah hallelujah
Hallelujah hallelujah
Hallelujah hallelujah
Hallelujah hallelujah
Hallelujah hallelujah
Hallelujah hallelujah