NdiJesu Chete ft. Beth Mushapaidze Lyrics
- Genre:Gospel
- Year of Release:2019
Lyrics
Zvisingagoneki nevanhu pane anozvigona ooh ooh (Ndiyani ndiyani ndiyani)
Zvinotadzwa nanachiremba pane anozvigona (Zobodobozobodo zobodo zobodo)
Nyika yose yakundikana vakadzidza zvavakona aripo anozvigona
N'anga dzakapeta muswe magweta akapeta maoko aripo anozvigona
NdiJesu chete
Ishoko chete
NdiJesu vanozvigona
NdiJesu chete
Ishoko chete
NdiJesu vanozvigona
NdiJesu chete
Ishoko chete
NdiJesu vanozvigona
Jesu ndiye zvese ndiye anogona zvese nyangwe zviome sei sei
Jesu ibako rangu ndiye pekuhwanda maari ndozorora
Jesu idombo rangu paari ndozendama ndiye simba rangu
Jesu izuva rangu ndiye chiedza changu mwenje wehupenyu
Jesu ndiye zvese (Zvese)ndiye anogona zvese nyangwe zviome sei sei (Zviome sei sei)
Jesu ibako rangu (Rangu) ndiye pekuhwanda maari ndozorora (Ndozorora)
Jesu idombo rangu (Rangu) paari ndozendama ndiye simba rangu (Ndiye simba rangu)
Jesu izuva rangu (Rangu) ndiye chiedza changu (Changu)mwenje wehupenyu (Mwenje wehupenyu)
Denda rakauya Mwari makatiponesa hosha dzinouraya Ishe makativanzawo
Ndiyani akaita semi pakunatsa pakugona nepakuita kwenyu uuu uuu
Dai vaiziva zvavo vanhu kuti masimba ndeenyu ndimi munoporesa ah aah aah
Dai vaizvifunga zvavo kuti hupenyu ndimi kurapa ndimi mhinduro ndimiwo
Ooh ooh oh oh
Eeh eh eeh eh eh eh
Uu uu uu uuu
Eeh eeh eh eh eh
Hoo yah yah
Hee eh eh eh eh eh eh
Zvisingagonekwe nevanhu pane anozvigona heee yeah
Nyika yose yakundikana vakadzidza zvavakona aripo aripo aripo anozvigona
Ndiyani (Jesu chete)ndiyani(Jesu chete)ndiyani (Jesu chete)zobodobodobodoo zobodo zobodo
Ndiyani (Jesu chete)ndiyani(Jesu chete)ndiyani (Jesu chete)zobodobodobodoo zobodo zobodo
Jesu chete Jesu chete Jesu chete
Jesu chete Jesu chete Jesu chete