Chii Nhaiwe? Lyrics
- Genre:Others
- Year of Release:2024
Lyrics
Kutonga moyo wangu ooh
Dai ndakaziva usiri wangu ooh
You do too much just to prove a point
When the real problem is lying within you
Amaihwe
Amaihwe
Kundibata junk, ndakakusiya ndobvei?
Amaihwe
Amaihwe
I ask
Amaihwe
Amaihwe
Kundibata junk, ndakakusiya ndobvei?
Amaihwe
Amaihwe
I ask
Chii nhaiwe?
Chii nhaiwe?
Kundityora moyo wangu
Kundityora, kundityora moyo wangu
Chii nhaiwe?
Chii nhaiwe?
Kundityora moyo wangu
Kundityora, kundityora moyo wangu
Handikutembe
Chibharanzi chako chakundistresser
Got me thinking that I need a blesser
Ndakutengesa moyo zvelove zvandinetsa
Wandinetsa
Wish I could curse ya
But I don't move that way
So I go my way
Asi wandibata rough
Amaihwe
Amaihwe
Kundibata junk, ndakakusiya ndobvei?
Amaihwe
Amaihwe
I ask
Amaihwe
Amaihwe
Kundibata junk, ndakakusiya ndobvei?
Amaihwe
Amaihwe
I ask
Chii nhaiwe?
Chii nhaiwe?
Kundityora moyo wangu
Kundityora, kundityora moyo wangu
Chii nhaiwe?
Chii nhaiwe?
Kundityora moyo wangu
Kundityora, kundityora moyo wangu