Life Lyrics
- Genre:Hip Hop & Rap
- Year of Release:2023
Lyrics
(K-one)
(Life)
(Mu-Zim)
Hupenyu ivhiri, Life inokupa maLemon
Ma lesson ekuti udzidze, ekuti uzive
Se team rangu ndokuitira zvinhu pasina daka
Pasina expectancy yemubhadharo
Munomu muZum, problem ndeyekuti
Varikuda kuhwinaVarikuda kuhwina vega but
We need to work as one toisa musoro pamwe chete
But time time, ingori competition, kuflexa
Kuhater kana pasina chirikufamba
That is not the way
Kana zvapressa inini semface wako ndikumbire help
Im there for you, ndokubatsira
Kwete kuswera kunyangira tese hatina bag wani
But ukandigama ndinokugama
Tofamba neBhora, tapedza ma sports
In this day and age kana uchiri ku hater
On grind reumwe ndiwe rombe
Unoswera ku-typa kuseri kwe keyboard
Instead kuti umhanyise bag
Hupenyu ivhiri, Life inokupa maLemon
Ma lesson ekuti udzidze, ekuti uzive
Se team rangu ndokuitira zvinhu pasina daka
Pasina expectancy yemubhadharo
You see them guys vari ku states,vahombe stereki
But still individually varikubatsirana
Hapana kana jealousy, unoona chii mu Zim
Makazara pride and envy
I pray kuti one day kuti Mwari vatozopindira
Cause inini ndazvitadza, cause inin ndaramba
Ku-suppreswa nechi mindset cheku ma-
Ah excuse my language, tu hasha twe depression
Twakarehwa na Voltz saka ndiregererei
(Saka ndiregererei)
Hupenyu ivhiri, Life inokupa maLemon
Ma lesson ekuti udzidze, ekuti uzive
Se team rangu ndokuitira zvinhu pasina daka
Pasina expectancy yemubhadharo
Hupenyu ivhiri, Life inokupa maLemon
Ma lesson ekuti udzidze, ekuti uzive
Se team rangu ndokuitira zvinhu pasina daka
Pasina expectancy yemubhadharo