Pushing Pleas ft. Young Gemini Lyrics
- Genre:Hip Hop & Rap
- Year of Release:2023
Lyrics
(Ah Ko Vangatidii ?)
Ndamuka na six kuPhone call yema Gz vachinditsvaga
Ndakanokwira Ka tube Ndichidzoka paChando
Hanzi na Ntando svika paTonaz
Uuye nemaMonya but mayaz
Tinovhika zvibhakera tega Tinovhika mira uone
(Aye aye)
Tasvika patonaz ndinana gogaz Ndiri mu major league
Vakandiona ndavabata unofunga Kuti varikupusha P but nah
Varikungopusha ma Plea mu Major league
Varikungo pusha ma Plea
(Aye aye aye)
(Aye Aye Aye)
Aye aye varikungopusha ma plea tingazotichii?
Ah vangatidii hapana hapana vanoswera kumadhiri ilife tirikutsvagawo hustle
But kana wabatwa tambira mhiri hatisikuziva kuti urikufambira chii
Urikumhangara kuti chii Urikuswera urikwani?
Unodyei unani? Unofema urikwani?
Urikutaura nezvani? Ucharara kumba kwani?
Tasvika patonaz ndinana gogaz Ndiri mu major league
Vakandiona ndavabata unofunga Kuti varikupusha P but nah
Varikungopusha ma Plea mu Major league
Varikungo pusha ma Plea
(Aye aye aye)
Tasvika patonaz ndinana gogaz Ndiri mu major league
Vakandiona ndavabata unofunga Kuti varikupusha P but nah
Varikungopusha ma Plea mu Major league
Varikungo pusha ma Plea
(Aye aye aye)
You hoping you pushin p yes you Been the please
That doesn't please Me dont you decieve me
I don't Got time to be working like that
To tell you the truth you mah Homie I wouldn't lie to you
And I Wouldn't cry to you cause i do the Real ish
Look at em pushing the Please taurai zvemari havana
Mukutamba hatisi vapfana Makufana kueazer pakufana Kushandwa masinhi
That's how You get yoself in pushing until you Jus win you losing to much mah Man
Its time we should make you A Man Cause pushing the please
Thats a disease maan You should Be keeping your Distance
Cause i Wont be losing my focus Lets for Your instance you know you Bogus
All you do is the push the Please please please pushing please
(Varikuswera kumhangara)
(Kana wabatwa batwa wega)