
Nguva ft. Powered by Zeb Tsikira & Leo Magozz
- Genre:Hip Hop & Rap
- Year of Release:2022
Lyrics
Nguva ft. Powered by Zeb Tsikira & Leo Magozz - Shonaboi
...
zero
zeb tsikara
nguva haisi yedu ine muridzi hurongwa hausi wedu tingori vavhimi .. nobody knows the formula mistake is the way to perfection now . ukadonha chasara kusimuka chakatanga ndicho chakachenjedza yah yah yeeh yeeh*2
kuti zvigobuda zvoda dikita maringa nemukana uchibatika life haisi easy but we try to make it work tongoramba takadzvanya setakatsika chimbambaira hoping one day chichaputika shungu kufadza vakatibereka ndondawo kuchata kwete musenga bere ka mota dzavanoti hadzitengeke bhonzo retsuro richatsengeka zvataimborota zviya zvichiitika hapana chino sparker sekuzvigadzirira road kudealer nema boss picking calls from abroad zvichibaka moto tichifaisa madhiri vachikanda ma emoji zoom zoom ndian asingadewo bhima shamwari dzegreen Mari inonhuwa kunge papfuura chidembo ndandi tichiruka setakatora zvikwambo kugona sekudada kunge ndakatora chidodo vese vanegodo tipe tikande mu beer..
Similar Songs
More from Shonaboi
Listen to Shonaboi Nguva ft. Powered by Zeb Tsikira & Leo Magozz MP3 song. Nguva ft. Powered by Zeb Tsikira & Leo Magozz song from album Nguva is released in 2022. The duration of song is 00:03:27. The song is sung by Shonaboi.
Related Tags: Nguva ft. Powered by Zeb Tsikira & Leo Magozz, Nguva ft. Powered by Zeb Tsikira & Leo Magozz song, Nguva ft. Powered by Zeb Tsikira & Leo Magozz MP3 song, Nguva ft. Powered by Zeb Tsikira & Leo Magozz MP3, download Nguva ft. Powered by Zeb Tsikira & Leo Magozz song, Nguva ft. Powered by Zeb Tsikira & Leo Magozz song, Nguva Nguva ft. Powered by Zeb Tsikira & Leo Magozz song, Nguva ft. Powered by Zeb Tsikira & Leo Magozz song by Shonaboi, Nguva ft. Powered by Zeb Tsikira & Leo Magozz song download, download Nguva ft. Powered by Zeb Tsikira & Leo Magozz MP3 song