
Dana Ngirozi
- Genre:World Music/Folklore
- Year of Release:2021
Lyrics
Dana Ngirozi - Jah Signal
...
vanhu vanodhakwa asi Mwari haadhakwee Zvimwe zvacho tambira zvimwe usabvume Kunyangwe zviome sei kanga kajongwe Shinga mwanangu kuchema usagone Vanhu vanodhakwa asi Mwari haadhakwe Zvimwe zvacho tambira asi zvimwe usabvume Kunyangwe zviome sei kanga ka jongwe Shinga mwanangu kuchema usagone Dana ngirozi mwanangu Dana ngirozi Dana ngirozi mwanangu Dana ngirozi Dana ngirozi mwanangu Dana ngirozi Dana ngirozi mwanangu Dana ngirozi Famba muroad mwanangu famba muroad Famba muroad uende ku abroad Famba muroad mwanangu famba muroad Famba muroad uende ku abroad Vamwe vane me so anoona panyika Vanoti vanonzwa asi havana nzevee Makumbo vanawo vano tamba kwazvo Asi pavanotamba vanotsika vamwe Ukamira navo ungati uri mupfupi Ndiwe kapfupi unonzi unobva kupi Swaa Asika uri mukundi mwanangu uri mukundi Uri mukundi Swaa Aihwaa dana ngirozi mwanangu dana ngirozi (handee) Dana ngirozi mwanangu dana ngirozi Dana ngirozi mwanangu dana ngirozi Dana ngirozi mwanangu dana ngirozi Famba muroad mwanangu famba muroad Famba muroad uende kuabroad Famba muroad mwanangu famba muroad Famba muroad uende ku abroad Ngoma itirari Isimudze mafans Swaa family simplex so simple Mr G Mr Ganya ndava dzvanya Silent killer pajoza Ngoma yasvika moza Vusaa Dana ngirozi mwanangu dana ngirozi Dana ngirozi mwanangu dana ngirozi Dana ngirozi mwanangu dana ngirozi Dana ngirozi mwanangu dana ngirozi Famba muroad mwanangu famba muroad Famba muroad uende ku abroad Famba muroad mwanangu Famba muroad Famba muroad uende ku abroad Simplex music
Similar Songs
More from Jah Signal
Listen to Jah Signal Dana Ngirozi MP3 song. Dana Ngirozi song from album Ndoenda Newe is released in 2021. The duration of song is 00:03:41. The song is sung by Jah Signal.
Related Tags: Dana Ngirozi, Dana Ngirozi song, Dana Ngirozi MP3 song, Dana Ngirozi MP3, download Dana Ngirozi song, Dana Ngirozi song, Ndoenda Newe Dana Ngirozi song, Dana Ngirozi song by Jah Signal, Dana Ngirozi song download, download Dana Ngirozi MP3 song
Comments (45)
New Comments(45)
Ntsako Charmaine Baloyi
Joshuac8ied
[0x1f63f][0x1f63f][0x1f63f][0x1f63f][0x1f63f]
Joshuac8ied
[0x1f636][0x1f636][0x1f636][0x1f636]
jah siggy cha chibaba [0x1f608][0x1f608][0x1f612][0x1f621][0x1f621][0x1f617]can have ur number siggy
Felistas ncube
nice song[0x1f641][0x1f641][0x1f641][0x1f641][0x1f641][0x1f623][0x1f623][0x1f623][0x1f623][0x1f623][0x1f63e][0x1f63e][0x1f63e][0x1f63d][0x1f63f]
Precious 10a4k
jah mune zvinhu zvenyu
mriramandsiziba
mriram
jah siggy cha chibaba [0x1f608][0x1f608][0x1f612][0x1f621][0x1f621][0x1f617]can have ur number siggy
mriramandsiziba
mriram
jah siggy cha chibaba [0x1f608][0x1f608][0x1f612][0x1f621][0x1f621][0x1f617]can have ur number siggy
elliesix
good tune
Violet madenyikaviolet@g
swaaaa
Taurai Nyazenga
swaaah ma1 uyuu xaaaa
sigi❣️