
Mudiwa Wangu Kacheche
- Genre:World Music/Folklore
- Year of Release:1996
This song is not currently available in your region.
Lyrics
Mudiwa Wangu Kacheche - Marshall Munhumumwe
...
Dhiya iwe dhiya iwe, usandione sekacheche Rudo chete runondinetsa, usandione sendinopenga ini Kana ndada munhu inini, ndamudawo pachokwadi Mudiwa wangu mudiwa wanguwo, usandione sekacheche Dhiya iwe dhiya iwe, usandione sekacheche Rudo chete runondinetsa, usandione sendinopenga Kana ndada munhu inini, ndamudawo pachokwadi Mudiwa wangu mudiwa wanguwo, usandione sekacheche Rudo chete runondishungurudza, runonditadzisa kugara pasi Ndikaswera ndisina kukuona, zvinondirwadzawo pamoyo Ndinoswera ndakakutakura mupfungwa dzanguwo shamwari Ndichingofunga nyaya dzedu dziye, nyaya dzedu dzemandorokwati Pfungwa dzangu ibararamhanywa, nekufunga rangu remangwana Chiri chii chingandifadze, kana ndisina kukuona? Rudo chete runondituma kuti ndikutevere shamwari Mudiwa wangu mudiwa wanguwo, ndiudzewo pachine nguva Dhiya iwe dhiya iwe, usandione sekacheche Rudo chete runondinetsa, usandione sendinopenga Kana ndada munhu inini, ndamudawo pachokwadi Mudiwa wangu mudiwa wanguwo, usandione sekacheche Rudo chete runondishungurudza, runonditadzisa kugara pasi Ndikaswera ndisina kukuona, zvinondirwadzawo pamoyo Ndinoswera ndakakutakura mupfungwa dzanguwo shamwari Ndichingofunga nyaya dzedu dziye, nyaya dzedu dzemandorokwati Pfungwa dzangu ibararamhanywa, nekufunga rangu remangwana Chiri chii chingandifadze, kana ndisina kukuona? Rudo chete runondituma kuti ndikutevere shamwari Mudiwa wangu mudiwa wanguwo, ndiudzewo pachine nguva
Similar Songs
Listen to Marshall Munhumumwe Mudiwa Wangu Kacheche MP3 song. Mudiwa Wangu Kacheche song from album Pfimbi Yangu is released in 1996. The duration of song is 00:05:05. The song is sung by Marshall Munhumumwe.
Related Tags: Mudiwa Wangu Kacheche, Mudiwa Wangu Kacheche song, Mudiwa Wangu Kacheche MP3 song, Mudiwa Wangu Kacheche MP3, download Mudiwa Wangu Kacheche song, Mudiwa Wangu Kacheche song, Pfimbi Yangu Mudiwa Wangu Kacheche song, Mudiwa Wangu Kacheche song by Marshall Munhumumwe, Mudiwa Wangu Kacheche song download, download Mudiwa Wangu Kacheche MP3 song