Ndakamirira Iwe
- Genre:Others
- Year of Release:2024
Lyrics
Wakaenda usinakundi woneka, zvino ini ndoshupika
Kukutsvaga hausi kana kuwoneka, Moyo wangu woshupika, pfungwa dzangu dzonetseka, ndakakutadzireikoooo
Ndaku rara, dollar sign, Hupe nyu wangu, Hausi fine, Nekuti hausi pedyo neni, Ndakamirira iweeehee
Dzoka, dzoka ndikupe rudoohoo, Ndakamirira iweehee, Dzokaaa, dzoka ndikupe rudooo

see lyrics >>Similar Songs
More from Master T
Listen to Master T Ndakamirira Iwe MP3 song. Ndakamirira Iwe song from album Ndakamirira Iwe is released in 2024. The duration of song is 00:03:58. The song is sung by Master T.
Related Tags: Ndakamirira Iwe, Ndakamirira Iwe song, Ndakamirira Iwe MP3 song, Ndakamirira Iwe MP3, download Ndakamirira Iwe song, Ndakamirira Iwe song, Ndakamirira Iwe Ndakamirira Iwe song, Ndakamirira Iwe song by Master T, Ndakamirira Iwe song download, download Ndakamirira Iwe MP3 song