Loading...

Download
  • Genre:Hip Hop & Rap
  • Year of Release:2022

Lyrics

Ndadzoka futi

Ndakakoka pfuti

Muviri wese gucci

Color blocked

Kunge pack rema cent a cool

Havanditange futi

Vachabvunza kuti akabva kupi

Anoyera mutupo upi


Ndinosvipa maBars

Anomutsa maLengends

Game riye ratanga ref ridza pembe

Ndakaku rongerai mafaro

Saka pitchai tende

Taka komborerwa naMwari

Saka ngamutende

Ndipei kuno Satani uyu ndimu Offende

Ndinotoda zvekutoti ka iye afende

I know kuti ane mari but ngaasakutenge

Wozochema kuna Mwari uchiti vakuSevhe

Ndine uta nemuseve

Handiterere museve

Ndinoruma chokuchera

Handitemure ndinoseva

Ndinopinda ndichibuda

Imo muna taisireva

KuSide kwedu hakuna rima 

Coz naJesu tinopenya

Ndinogona saka motowombera

Zvatungumirai kudai

Motoshingirira kutevera

Saka ndiyani anoda kutevera apa

Ndavapinza vese bhora mumateya

Hapana hukama


Ndadzoka futi

Ndakakoka pfuti

Muviri wese gucci


Takura ndiye Shona prince

Ini ndini King

Vamwe vese sizers kick

Kunge Booker T

Album rese muchichema

Kunge Killer T

Usamire kudhonza tambo

Kunge Queen V

Kune vane dzungu rekutaura

Kwavasina kuswera

Vachivanza kutaura

Kwavanenge vaswera

Ndini chiye chaitemura

Pasina kuseva

Sa Bigman

Aya atove mafira kureva

Champion sound

This is the champion sound

My heart beats to the rhythm

Of the african drum

Strong base drums banging

Watch out for your eardrum

Coz I pop things like a handgun

They thought I was finished

But I ain't done done

Ndokupedzai makawanda

Or huyai one one

Ndichipisa mu Covid

Kunge levels naFantan

J-Oh the original Don gorgon

+

      -   or   -

      -   or   -

      NG +234
          -You can log in via below methods-
          Reset password via e-mail
          -or-
          Reset password via e-mail
          If you have any questions, please feedback on Boomplay App or send an email to [email protected].

          Please Select A Playlist

          Add New Playlist

          Share on

          Embed: Love & Light EP

          Custom Size :

          • Default
          • Desktop(300*600)
          • Mobile(300*250)

          Type :

          • HTML/HTML5 (WordPress Supported)
          Get Boomplay Premium
          for
          Payment Method
          Pay With
            Review and pay
            Order Date
            Payment Method
            Due Today
            Flutterwave
              Subscription Successful

              Congratulations! You have successfully activated Boomplay 1 Month Premium.

              Now you have access to all the features of Boomplay App.
              Payment Failed

              Please check your balance and then try again.

              You'll lose your subscription if we don't have a working payment method for your account, so please check your payment details.
              Need help? Contact Boomplay Subscription Support.
              Payment Processing...
              10 s

              Payment is being processed by . Please wait while the order is being comfirmed.

              Payment Processing
              Your order is processing, and it may take up to a few days for the service provider to handle your payment. Please kindly stay tuned and check your order status in ‘User Center’.
              About Order Status