Sowe ft. Tocky Vibes Lyrics
- Genre:Others
- Year of Release:2022
Lyrics
Sowe ft. Tocky Vibes - Mandy Ahwee
...
….
Mandyyy
…..
Tele
Ahwe
Ko nhai madzibaba…
Ngrii…
Ndine zvinhu zvinondinetsa kani
Hellooo…
nguva yareba mwana handina ahwee…
Rikatsamaya ndoritsoma…
Kuzama ndazama, kubvugama kutsanya nekunamata pamwe zvichaita nerimwe ramazuva
Dambudziko rangu richapera here, zvikanzi zvangu ndezvedzinza hazvingabviswe here…
Saka ndauya sowe sowe
Kuzobviswa jambwa nezviedzo
Sowe sowe…*2
Hohoye hoyeye…
Nhau yenyu ndainzwa madzimai Saka nongedzerai kumusha kwenyu katatu
Imimi madzimai, murikurondwa nevarume vatatu…
Chandoona, kwamunobva kwakashereketwa too
Chandoona makaitwa mukadzi wezvikwambo two(2)
Ndichagomidza sei mhodzi yehaka yandichanotora Kure Kure hazvimboramba…
Tenda Denga
Saka ndauya sowe sowe
Oho uwoo…
Kuzobviswa jambwa nezviedzo
Sowe sowe
Pfugama wagona…
Saka ndauya sowe sowe
Oho uwoo…
Kuzobviswa jambwa nezviendzo
Sowe sowe
Ndobika here, porridge rezviyo
Ndotanga here, parikuda nziyo
Shaurai verse iya, verse yerudo
Ndiringe ndiringe ndiringe
Ahwee….
Ndiyende ndiyende ndiyende
Ahwee…
Zviyende zviyende zviyende
Batai hana yenyu katatu madzimai…
Saka ndauya sowe sowe
Oho uwoo…
Kuzobviswa swa jambwa nezviyedzo
Sowe sowe
Pfugama wagona,ndiringe ndiringe ndiringe…..
………
……….
Nezviyedzo
……..
………