
Kudhara Kwangu Lyrics
- Genre:Hip Hop & Rap
- Year of Release:2022
Lyrics
Kudhara Kwangu - Holy Ten
...
Kudhara kwangu I was prolly really sweet Ndaitaura nevahnu ndaivakwadza nema speech Ndaibaya chishanu kunofara kuma streets Tainwa paraffin Kujaira kusanwa tea Ndaimhanya madhiri Ndaimhanya mhenya maningi Taitobata basa vachigaya kuti vana vadiki Ndaizvitaura na chippy Aindi passer ma tips Vanhu makaranga nhasi mangwana ato ma greeks Long story short people change, gen’a If you can’t see it uri dzenga, dzenga Who is gonna be there zvaka shaker? Varikungoda mbiri yandaka maker nemasinhi andakatenga And ndakazoona kuti ma zimba anoda prezha Pasina zvava pledger All they do is post hundred pictures waka taggwa Coz munhu wese anoda samaz magevha nema salad Coz I’m Panasonic pama pics Rappers catch feeling ana goalie ana keeper But handidye kumba kwenyu hauna porridge yawandipa I knew I had a calling that’s why college ndaka skipper Every morning ndaka sticker ndichitsvaga dhora rakavigwa Ne muroora akatsiga tiri mumota yaka pimpwa And I’m sure that makazvinzwa These days I’m really out of sight Cos I’m tired of this behavior yema socialites Vachingomuka vari pa live Imi muchingomuka munotarisa muchivaraidzwa Muchivapa time nemazirudo Vane ma drugs mumusoro Vane ma drugs mumusoro Someone’s mother is on the internet Varikurwa hondo, vakatswamwa busy sending threats Language yavo, maiwe kani it’s very tense They can accuse you of a story zvisina evidence And the corporates don’t care It’s the controversial people doing projects all year Something in me got me feeling that is not fair But ngatichiti, zvamurimi ngatichiombera Ngatichiombera