Ma Geez ft. Powered by Zeb Tsikira & Brian Jeck Lyrics
- Genre:Hip Hop & Rap
- Year of Release:2022
Lyrics
Ma Geez ft. Powered by Zeb Tsikira & Brian Jeck - Voltz JT
...
Haaah!
Painful… Painful.
One two, One two.
JT ane maOne plus, JT ane plan.
One two, One two…
JT ane maOne. JT ane maPlan.
Eey…! Yah…!
Kune ma guys anopedza bhora ka one.
No second guessing coz they know kuti chance inouya ka one.
Chance haipihwe ka two…
Kune ma guys asina dhiri ne crew..
Coz you know kuti iye ari one, anokupedzai imimi mese muri ka crew.
Tisu ma geez anopedza bhora ka one.
Kwete kuzviona mangwana, togara takanda mabara.
Chance haipihwe ka two.
Tisu vanhu tine ma different views, but I won’t talk about you.
Instead of talking to you waizia angori pills.
Ma guys anozovhura hombe..
Tisu ivavo ivavo tisu..
Sometimes kune ma guys asingatsvage ma clue..
kundipa sign, first time, takutofamba famba.
Chance haipihwe ka two.
Kune ma guys akuda kutiisa pa tight.. takara tiri pa tight.
Zvekufamba tiri pa tight, Blackman habude pa tight.
Darkness, but bhoo it’s okay…coz haunga shaine uri mu light.
Kune ma guys asinga bude mu grind. Hatidi kuzonyepera diet, iyo iri nzara.
Hatidi ma sasi, ekuzovhara hatidi ma excuses kana baya ku Bhawa.
Pakuda contribution. Wakutanga kutaura zvekuti imimi hamutorerwe swipe!
…..
Ukararira plan inomuka yachimunya, pedza ma sports wavhurirwa deya.
Dhiri rinorohwa ipapo papo ndoripedza ndiri one muri double double.
Nzungu ndamenya ndapedza graft… hona ndaku filisa gas..
Zvimwe ndino solver ndiri one coz takawanda togadzira trash.
Ma Geez, ndinombotiza sometimes vanoto vhiringa maths. Handitambise mukana ndoutora ndou stadha ndobudisa ma results.
Ndiri one ndiri bhoo soo kuita kunge Boso..
Yeah changosara kungonzi boss…Vamwe vakugadzira ma loss coz vakatora tuvapfanha turi loose…Hweit! Usango kwane kwane pama geez uchitsvaga favor…
Tongoti gaga bhora ropera richangotanga. Hazvidi kunonoka matumbu anozo gwamba…
Back to Chorus…….
End