FaRai Lyrics
- Genre:Hip Hop & Rap
- Year of Release:2022
Lyrics
Ndamuka in the morning ndarova prayer
Protect me God kune vakanditeya
Then quick bath
Fresh start
Ndichinhuhwurira ko ndabva muvhat
Ndavhura IG
Ndavhura FB
Hakuna kana nyaya ingori chat chat
Oohh Yeah
Checka kana Jagwa randabuda naro
Checka kana jira cheka randarova
Checka kana kosso randauya naro
Ndoda kuita zvese zvandaishuwa
Dakutongospenda mari yangu
Dakutongoziva zvinhu zvangu
Ndiudzei arikuside kwangu
Ndoda kungoronga njuga dzangu
Kunyangwe pamwe zvichirema
Pamwe toita setine njema
Asi pazvinosununguka ipapo
Pazvinosununguka
Regai
Ndimbofara fara fara
Fara fara fara
Yeah
Mangwana handizive kuti kunei
Saka farai farai farai
Farai farai farai
Yeah yeah yeah
Mangwana hamuzive kuti kunei
Mangwana hamuzive kuti kunei
Mangwana hamuzive kuti kunei
I'm feeling good
I'm feeling good
I'm in the mood yeah
Ndapinda mood
I'm feeling good
I'm feeling good
Ndapinda mood yeah
I'm in the mood yeah
I'm in the aahh
Ndoda kungoenda kwese kwandinoda
Ndoda kungoita zvese zvinhu zvandinoda
Kuda wandoda
Ndodawo kuita zvese zvandaishuwa
Dakutongospenda mari yangu
Dakutongoziva zvinhu zvangu
Ndiudzei arikuside kwangu
Ndoda kungoronga njuga dzangu
Kunyangwe pamwe zvichirema
Pamwe toita setine njema
Asi pazvinosununguka ipapo
Pazvinosununguka
Regai
Ndimbofara fara fara
Fara fara fara
Yeah
Mangwana handizive kuti kunei
Saka farai farai farai
Farai farai farai
Yeah yeah yeah
Mangwana hamuzive kuti kunei
Ndimbofara fara fara
Fara fara fara
Yeah
Mangwana handizive kuti kunei
Saka farai farai farai
Farai farai farai
Yeah yeah yeah
Mangwana hamuzive kuti kunei
Mangwana hamuzive kuti kunei
Mangwana hamuzive kuti kunei