
Handizvide Lyrics
- Genre:Others
- Year of Release:2021
Lyrics
Taidanana wani
Tainzwanana wani
Matie, Matie
Wachinja
Mai mwana ndati handizvide
Zvaunoita handizvide
Unongochinja chinja kuita kunge kunze
Ndiudze, ndakakutadzirei
Jessie handizvide
Zvaunoita handizvide
Unongochinja chinja kuita kunge kunze
Ndiudze, ndakakutadzirei
Ndikati bata apa haudi, haudi
Ndikati siya apa haudi, haudi
Ndiyani baba pano, anotonga pano
Iwe wakutondityisa pano
Zvandinotaura ini hauterere
Unotoda ndinyarare
Kana ndaenda babe usanditevere
Wanditambudza
Mai mwana ndati handizvide
Zvaunoita handizvide
Unongochinja chinja kuita kunge kunze
Ndiudze, ndakakutadzirei
Jessie handizvide
Zvaunoita handizvide
Unongochinja chinja kuita kunge kunze
Ndiudze, ndakakutadzirei
Taidanana wani
Tainzwanana wani
Matie, Matie
Wachinja
Taidanana wani
Tainzwanana wani
Matie, Matie
Mai mwana ndati handizvide
Zvaunoita handizvide
Unongochinja chinja kuita kunge kunze
Ndiudze, ndakakutadzirei
Jessie handizvide
Zvaunoita handizvide
Unongochinja chinja kuita kunge kunze
Ndiudze, ndakakutadzirei
Ndikati bata apa haudi, haudi
Ndikati siya apa haudi, haudi
Ndiyani baba pano, anotonga pano
Iwe wakutondityisa pano
Zvandinotaura ini hauterere
Unotoda ndinyarare
Kana ndaenda babe usanditevere
Wanditambudza
Mai mwana ndati handizvide
Zvaunoita handizvide
Unongochinja chinja kuita kunge kunze
Ndiudze, ndakakutadzirei
Jessie handizvide
Zvaunoita handizvide
Unongochinja chinja kuita kunge kunze
Ndiudze, ndakakutadzirei