ZVINORWADZA Lyrics
- Genre:Hip Hop & Rap
- Year of Release:2021
Lyrics
ZVINORWADZA - EllaR_G
...
argh , eehy
big up to GIT , tkayzfkakah, Kul-Man, Legend Chelly, Fafie, Wilmarty, Mangwiro
yea we here, dj Elly
argh eey ehy
Ndikuzama kufamba asi ini ndiku donha
Ndikuzama kucheuka inini ah andina wandikuona
Zvinhu zvacho ini ndiri ndega ini ah andingambozvigona
Ya tichazokuonai, but ZVINORWADZA ei Zvino
Ndikuzama kufamba asi ini ndiku donha
Ndikuzama kucheuka inini andina wandikuona
Zvinhu zvacho ini ndiri ndega ini ah andingambozvigona
Ya tichazokuonai, but ZVINORWADZA ei Zvinorwadza
It's jus ma human beings atikwanise ku controlla time
One anokwanisa atikwanise ft kumupa ka crime
Kuti tanyarar atina kuti zviri fine
Left a way for us now takutevera muline yea
now takutongo tevera ka muline yea
ehy
ZVINORWADZA kuti avan kutipa ma gudbyes
The moment that I heard I thot twas a lie
U left us pain , tears are falling out of our eyes
Pasina mapapiro enyu, we freezing like we in ice yea
I guess it's the way we gotta die
But zvorwadza I ain't gonna lie (I ain't gonna lie yea)
Ndikuzama kufamba asi ini ndiku donha
Ndikuzama kucheuka inini ah andina wandikuona
Zvinhu zvacho ini ndiri ndega ini ah andingambozvigona
Ya tichazokuonai, but ZVINORWADZA ei Zvino
Ndikuzama kufamba asi ini ndiku donha
Ndikuzama kucheuka inini andina wandikuona
Zvinhu zvacho ini ndiri ndega ini ah andingambozvigona
Ya tichazokuonai, but ZVINORWADZA ei Zvinorwadza
Only got them pama photos now tava tagger
You always muma minds zvenyu imi zvamatove Mega
Two tired like bicycle asi hona tichaedza Kudzidzisa kwenyu hona ft tichazo zviedza
Imi makasakura zvenyu penyu mapedza
Asi kutsenga tanga tichada ko seiko huro yazoda kukasira kumedza (kasira kumedza)
Vaduku vese ava vakungoramba vachikushedzai
Asi kuda kwaMwari sàka nemiwo chengetedzwai
Keep your smiles rambai hona muchiseka imi
Manje manje nesuo futi tinenge taku joinai
Ndikuzama kufamba asi ini ndiku donha
Ndikuzama kucheuka inini ah andina wandikuona
Zvinhu zvacho ini ndiri ndega ini ah andingambozvigona
Ya tichazokuonai, but ZVINORWADZA