![Pindikiti](https://source.boomplaymusic.com/group10/M00/06/25/85f2bbccab124210908b442e4ece88d0.jpg)
Pindikiti Lyrics
- Genre:Reggae
- Year of Release:2020
Lyrics
Pindikiti - Van Choga
...
Chitungwiza
Ndinobviro taura chokwadi rrrrrr Iwe it's a van Choga nevakomana vekwamujiti skrrr dadadan zvikanzi ndikati hooo zvikanzi ndikati eh eyo Malone
Pindikiti ingori pindikiti ndatizirwa Kani ndikati vindikiti ndakatanga kurwara negwirikwiti maihwe yohwe kwindi kwindi. .. kwindi kwindi ingori kuchumu chumu door richirohwa kunzi gugugugu ndakaona kutii mashiripiti saka pindikiti ingori pindikiti
ndikaona kuti in ndaona kuti ndabve zera ndikaona musikana gomo akadengezera kugama gomo musvisvi ndikamukwenenzvera ndikati hauna matights unoteketera. Chiedza nerima zvonzi ndeakuru.. .... . .Pindikiti ingori pindikiti ndatizirwa Kani ndikati vindikiti ndakatanga kurwara negwirikwiti maihwe yohwe kwindi kwindi kwindi kwindi ingori kuchumu chumu door richirohwa kunzi gugugugu ndakaona kutii mashiripiti saka pindikiti ingori pindikiti.