
Takazorambana Lyrics
- Genre:Afrobeats
- Year of Release:2020
Lyrics
Takazorambana - Ndunge Yut
...
Dj Ribhe
Hiii hiiii
Hitmaker
Mukoma levels
Mukoma Fantan
Chimboti Ndunge…
Takatombotanga tichifonerana
Tichionana tichinzwanana
Amai tichiwirirana
Hapana pataimbotukana
But naBabe takazongorambana
naBabe takazongorambana
Asi taigara tichionesana
Tisazongonetsana kana kuzopesana
But naBabe takazongorambana
naBabe takazongorambana
Asi taigara tichionesana
Tisazongonetsana kana kuzopesana
Rudo vaviri , ndozvazviri
Shamwari dzake dzati haana mari
Ungamudiiko uyu wemagitare
Chavanogona chete kungoti pirari
Akasender message ndaka receiver
Yakanzi ayehwa shaa, Game Over
Kudanana kwedu ayehwa its Over
But ndakatadza kuzvi believer
But naBabe takazongorambana
naBabe takazongorambana
Asi taigara tichionesana
Tisazongonetsana kana kuzopesana
But naBabe takazongorambana
naBabe takazongorambana
Asi taigara tichionesana
Tisazongonetsana kana kuzopesana
Hameno chii chakaitika
Takazongotanga kuignowana
Iwee hapachina mukana
Dai zvaibvira tangodzokerana
Tagadzirisa rudo tave nevana
Tanyadzisa vavengi vanongo humana
Tonzwisisana , taonesana
Kwete kugara tichingokutana
But naBabe takazongorambana
naBabe takazongorambana
Asi taigara tichionesana
Tisazongonetsana kana kuzopesana
But naBabe takazongorambana
naBabe takazongorambana
Asi taigara tichionesana
Tisazongonetsana kana kuzopesana
Rudo vaviri , ndozvazviri
Shamwari dzake dzati haana mari
Ungamudiiko uyu wemagitare
Chavanogona chete kungoti pirari
Akasender message ndaka receiver
Yakanzi ayehwa shaa, Game Over
Kudanana kwedu ayehwa its Over
But ndakatadza kuzvi believer
But naBabe takazongorambana
naBabe takazongorambana
Asi taigara tichionesana
Tisazongonetsana kana kuzopesana
But naBabe takazongorambana
naBabe takazongorambana
Asi taigara tichionesana
Tisazongonetsana kana kuzopesana
✍️ Lyrics by Bry Shumba Chikaka ✍️