Miss Malaika Lyrics
- Genre:Others
- Year of Release:2025
Lyrics
Shonah
Baba milanoh
Heyiyeeeh
Ka juice kana soda ka juice kana soda
Bby zvaunoda neni Ndendichitoda
Zvaunoda ndendichitoda
Ahh
Miss malaika
Pandakuonai ndapanika
Because ndanga ndine Tsvina sama Kanikaaa
Ndatya kuswedera pamuri
Because makachena Semukaka
Chimbozunzai mutaka
Ini ndaremerwa nemukaka mutaka mukaka mutaka mutakaaa heeeh
Ndaremerwa ne mukaka heee
Saka haaa
Zvaunenge uchida ini ndendichitoda
Kana wandisuwa bby ingofona
Pandiri wakakosha kuita kunge ngoda
Wakanaka nyangwe usina kupoda
Zvaunenge uchida neni ndendichitoda kana
Wandisuwa bby ingofona
Wandiri wakakosha kuita kunge ngoda
Kuita kunge ngoda
Heee kuita kunge ngoda
Bby wakakosha kuita kunge ngoda
Ahhh heee heee
Go down slow bata dhaza
Uchi sheka fanika slizer
Uchicheqa fanika Reza
Ndichakukandira marands ma dollar nema naira
Mari ndichakumwaira wanegodo wachajaira
Paunozunza ma cellular
Uchikanaa ma heyiya
Saka wachasara wari shirikadzi neria
Bby saka zunza
Sheka
Waita ndipenge
Waita ndipenge
Waita ndiite kunge ndakaroyiwa kuchipinge
Saka bbe pauri hapadi simbe
Cz unonakira mukati kunge nzimbe
Zvaunenge uchida
Neni ndendichitoda
Kana wandisuwa bby
Ingofona
Kwandiri wakakosha kuita kunge ngoda
Wakanaka nyangwe usina kupoda
Zvaunenge uchida neni ndendichitoda
Kana wandisuwa bby ingofona
Kwandiri wakakosha kuita kunge ngoda
Kuita kunge ngoda heee
Kuita kunge ngoda bby
Wakakosha kuita kunge ngoda
Siya wasase hawaziwe Zvaunondiita
Hawaziwe zvaunondiita
Siya wataure hawaziwe
Zvaunondiita havaziwe
Zvandinofila parudo uri Regende
Parudo uri regende
Unotongera love chitororo Kunge government
Kuita kunge government
Neshona wanoziva unopisa Kunge hurumende
Kuita kunge hurumende
Chese chaunoda Rega ndiite
Kuma Shure nditevere ehhh
Miss malaika
Pandakuonai ndapanika
Because ndanga ndine Tsvina sama Kanikaaa
Ndatya kuswedera pamuri
Because makachena Semukaka ahhh
Chimbozunzai mutaka ini Ndaremerwa nemukaka