![Baba Munengoni (Radio Edit)](https://source.boomplaymusic.com/group10/M00/01/13/8e3e131707f04e389d517886455e8040H3000W3000_464_464.jpg)
Baba Munengoni (Radio Edit) Lyrics
- Genre:Electronic
- Year of Release:2025
Lyrics
Munengoni hah munengoni
Baba munengoni
Ha munengoni
Munengoni hah munengoni
Baba munengoni
Ha munengoni
Ndamhanya musango hamuna musungo
Nekuti munengoni
Hah baba hapana kutya nekuti munengoni
Iwaya mapiano aita kuti ndiimbe munengoni
Ha baba baba baba
Mapiano aimba munengoni
Haiwa baba munengoni, baba munengoni
(Mmm baba munengoni, ndatenda)
Haiwa (ndatenda) baba munengoni (ndatenda baba munengoni)
Haiwa baba munengoni, baba munengoni
(Mmm baba munengoni, ndatenda)
Haiwa (ndatenda) baba munengoni (ndatenda, ndatenda baba munengoni)
Mukufamba kwangu baba zuva nezuva Ishe munonditungamira
Baba ndinokuriritirayi
Mukufamba kwangu baba zuva nezuva Ishe munonditungamira
(Makuwerere Makuwe) Inini ndinoda kukuitirai makuwerere baba woye
Makuwerere baba woye, makuwere
Inini baba woye ndinoda kutenda baba woye, (Makuwerere)
Makuwerere makuwe
Makuwerere makuwe
Makuwerere makuwe
Makuwerere makuwe
Makuwerere makuwe
Makuwerere makuwe
Makuwerere makuwe
Makuwerere makuwe
Makuwerere makuwe
Makuwerere makuwe
Ayiyeyiyerere yerere yerere yerere yerere yerere yerere iyaiya
Haa woye yeee munengoni
Makuwerere Makuwerere Makuwe
Makuwerere Makuwerere Makuwe
Haiwa baba munengoni, baba munengoni
(Mmm baba munengoni, ndatenda)
Haiwa (ndatenda) baba munengoni (ndatenda baba munengoni)
Haiwa baba munengoni, baba munengoni
(Mmm baba munengoni, ndatenda)
Haiwa (ndatenda) baba munengoni (ndatenda, ndatenda baba munengoni)