![Presha](https://source.boomplaymusic.com/group10/M00/01/03/a04b3851bc404cf7ae49b6a9a63efcabH3000W3000_464_464.jpg)
Presha Lyrics
- Genre:Hip Hop & Rap
- Year of Release:2025
Lyrics
Biggaz
One.
Ndikasvika pane presha
Ndinosiya ndava pressa
Ndinosiya ndava kwesha
kana ndakuenda ndinosiya vaka preswa
Ndikasvika pane presha
Ndinosiya ndava pressa
Ndinosiya ndava kwesha
kana ndakuenda ndinosiya vaka preswa
Ndino siya vaka preswa
Ndinosiya ndava kwesha
Ndinosiya ndava presse
Kana ndakuenda ndinosiya vaine presha
Presha
Mari ndinotora
Ese ma staira ndini ndino rova
Biggie ano sparka haaite zveku bhowha
Bhora uka-ndipa ziva rino ghowha
Vavengi ndavaudza 'go back kuna sender'
Ndege ndiri ready to blocku sa defender
Muma streets ndiri texas ranger'
Ndiri bomber inini ndiri DANGERous
Zvemwe zvacho zvinenge.. zviri obviousi
Asi na mwari ndiri VICtorious
Saka ini zivayi ndiri NOTOrious
hatidi vanhu vanokanda moto to us
Ndikasvika pane presha
Ndinosiya ndava pressa
Ndinosiya ndava kwesha
kana ndakuenda ndinosiya vaka preswa
Ndikasvika pane presha
Ndinosiya ndava pressa
Ndinosiya ndava kwesha
kana ndakuenda ndinosiya vaka preswa
Ndino siya vaka preswa
Ndinosiya ndava kwesha
Ndinosiya ndava presse
Kana ndakuenda ndinosiya vaine presha
Me and my dawgs
Me and my gees
Takatika attacki kuma japanese
Vaitotiti shaki dzeku over seas
Tisu takapinda tisina kana makeys
Ay ay ay
Vaifunga handidzoki asi vakaona ndichidzoka kunge zesa.
Vaifunga ndicha neta asi vakaona ndakaramba netsa.
Kunge inietsa; ndini vaivanetsa kunge player yeku barca
Teamu yeku hondo Mudhenga kunge gondo
Combi handikwiri kana ndisina mapondo
Bhebhi handikwiri kana ndisina majombo
Ngoma piano Hosho zvese ne bhosvo
Bhebhi handikwiri kana ndisina majombo
Ngoma piano Hosho zvese ne bhosvo
Ndikasvika pane pressure
Ndinosiya ndava pressa
Ndinosiya ndava kwesha
Kana ndakuenda ndinosiya vaka preswa
Ndikasvika pane pressure
Ndinosiya ndava pressa
Ndinosiya ndava kwesha
Kana ndakuenda ndinosiya vaka preswa
Ndino siya vaka preswa
Ndinosiya ndava kwesha
Ndinosiya ndava pressa
Kana ndakuenda ndinosiya vaine presha