![Makarima Mupoto](https://source.boomplaymusic.com/group10/M00/12/17/4168fa1046dd45e79279b9c6278db645H3000W3000_464_464.jpg)
Makarima Mupoto Lyrics
- Genre:Others
- Year of Release:2024
Lyrics
Makarima Mupoto - Oriyano
...
boss dalo bvuma hazvisi zvekujuma ,mwana waIshimairi
vanoda avo, kukokota
vazvionaka avo chipo unacho, urimazvikokota
Ava ,siya varere ,Siya ambokokota
chakakosha kudiwa nedenga
ndicho chega chakakosha
nekuti paunofamba vanochera gomba
ndavaona kah yavaronga ,shuviro kuda kuti ndiite ndonda kuda kundiparadza kudonhedzeraka mukomba (×2)
seleta
mgwenda makarima ndini makarima mupoto
mwaa ,marima ndimi makarima mbodo
makarima rima ndimi, ndimi makatuma rima weh
marima ngoma (×2)
seleta
kana ndafa kana ndaenda, ndisati ndadzoka ndengendaenda ndichadzoka ndinesimba ndipo pamuchatenda raiva tarenda vanoda kusapruna Mwari vekudenga ndivo vakanditima hazvisizvega handisi kujuma Ishimairi ndakamutuma
chorus
(makarima(×2 )
choruma ( nekuti pawafamba(×2)
back to first chorus (×2)
lyrics compiled by Diana Zhira